MUSHA MUKADZI GROUP 4 💫💫💫💫
*_TINOKUTAMBIRAI VACHANGOPINDA_*🪻
*Izvi ndizvo zvimwe zvamungada kuziva pano*👇
❌ _Group rino harisi grp rekutsvaga rudo kna muchato mukasangana nevanouya kuinbox zvenhando just tell admin tinovaudzura_
💦 _Isu tinotengesa nekuhodhesa maproducts anobatsira zvehutano nerunako zvakasiyana siyana_
💦 _Tinowanika muHarare mutown_
💦 _Tinoita madeliveries emhando dzese in & around Harare,home or workplace deliveries uye vari dzimwe nzvimbo dzese muZimbabwe zvinhu tinotumira zvichisvika zvakanaka._
💦 _Maproducts edu mazhinji akagadzirwa nema100 % natural herbs uye hapana zvaanokanganisa mushure mekuashandisa_
💦 _Tinobatika pawhatsapp# yedu iyi 0777936297 or 0786269247 ,vanoda kufona munoshandisa # dziri pamapix.Musatye henyu kutibata kubvunza mahara_