ابحث في فهرس WhatsAd لمجموعات واتساب للعثور على الأفضل.
نتيجة واحدة في فهرس مجموعات WhatsAd
Rentals minyanim restaurants
رابط دعوة موثّق وتفاصيل الأعضاء وخيارات الإعلان على WhatsAd.
Muno tinoda avo vava serious kuda kuvaka imba kwete zvemujolo kana urikutsvaga mujolo usapinda zvako muno .chekutanga uchipinda time full pic zita ,number yemakore ,number yevana,uye kwaunogara nehealth status yako uye kuti urikutarisira kuva nemunhu akaita sei muupenyu hwako ❤️❤️❤️👩❤️💋👨👩❤️💋👨👩❤️💋👨,*THIS PLATFORM IS ONLY FOR SINGLES, SURTADAY AND SUNDAY IPIC DAY MUNHU WESE,, NGACHIPFUTE CHIMOTO CHERUDO LETS GOO 🕯️🥰🥰 no links. Kna warambwa usatuka munhu pliz
*.GROUP TIMETABLE* *.Due to so many chats and just order to be maintained there is a time table to be followed* *Group open at 5am until 7am with morning prayer and devotions* *.From 7am to 9am we have general discussions ie constructive topics* .*From 9am to 12pm we have moment of silent* *.At 12pm to 1pm photos are posted by 39 and below and then 40years plus 1pm with* *discussions with constructive and educative topics also picking your ones from the discussions lol🙏* *10pm sharp we do prayers up until 10:30 then we close our group.* *LETS PLEASE ADERE TO THESE TIMES* *Hope God will help you find your rib or your Boaz in Jesus 's name. Love you all guys and all the best.* *GROUP RULES* *1.Hatidi kushoorana,zvinyadzi kutukana let's respect each other and No view once please* *2 .Kana wawana wawada join to our groups wobvunzira Kuna Admin we group revakadzi or varume with a picture and user name Admin ndiye anokanda pic mu that group hatitenderi kuti muridzi akande ariye* *3.lf your man or your lady passed tinokurudzira kuti muonane face to face motora seltlfie muri mese mopa Chief Admin vosenda mumain group* *4.Through these processes kana umwe wako akabudiswa or akabuda if you stick group rules tinogara newe kusvika wawana the right one🙏* *5Guys this group is not for internaiment Toda vanhu variserious uye tose we are serching uye ngatifarei tichitya Mwari* *6.Tinonyanyokoshesa rudo pauiri hwenyu uye kuda anokuda* *7.Musamhanya kupanana Mari musati maonana guys* *8.Ukaona muripakati pekudana umwe wako obuda mugroup hapana kujeka guys*. *Wish you all the best guys* *Thank you*❤️❤️❤️❤️🙏