ابحث في فهرس WhatsAd لمجموعات واتساب للعثور على الأفضل.
نتيجة واحدة في فهرس مجموعات WhatsAd
[link hidden — subscribe to view]?mode=gi_t Intakes available Vese vanoda basa resecurity rine accomodation ndibatei inbox 0716213016 Vasikana 2 kushandira machipisa mareceipt checker $180 Vakadzi 2 vane body kushandira mugrocery shop vari mareceipt checker $170 plus transport padenga nefood Murume 1 kuita security pachikoro pekugara paripo 190 Inbox 0716213016 Vari serious only Agent fee $40 [link hidden — subscribe to view]?mode=gi_t
Opportunity comes but once, we post several types of Job Advert and as well showcase existing products and services. This group is for all kinds of jobs/business update which includes corporate jobs, PPA for coppers, remote jobs, promoters, telecommunication, business advertisment by admin only, contacts gain etc. When you DM any the admins for promotion, just go straight to the point after your hi/hello
[link hidden — subscribe to view] *KUTSVAGIRANA Mabasa Grup Rules* 1 Munhu ayisa basa ndiye agent chete 2 Usatendere munhu vausingazive ati ndiri agent. 3 Usape munhu mari or kutumira paEco asiri agent 4 block all Ghost 5 kana une mubvunzo huya inbox 6 *Mabasa ese ane number mafree jobs* 7 Ukaona usiri kugutsikana negrup usazvishungurudza buda 8 Vese vane maadvance payment mukaona basa uchida kupa hama yako sununguka kundiudza 9 Ndikakupa number ndinoda maupdates kwete kuti ndozokubvunza kuti vawe kubasa here 10 ukaona mune mumwe agent ndiudze abude ipapo ipapo 11 Mabasa ese andinenge ndanyora kuti munondipa masvika pabasa pacho agent fee inodiwa vasvika pabasa Anenge asina unobhadhara in person or transfer 12 Tese tiri mhuri imwe ukawana basa vakasununguka kupa agent. 13 kana uchipa hama yako number muudze kuti ndiAgent Thank you Maemployer sunungukai kundibata vashandi vese vamunoda varimo muno.
رابط دعوة موثّق وتفاصيل الأعضاء وخيارات الإعلان على WhatsAd.