LIQUID FLOOR POLISH WHOLESALE (E)
Hy Floor polish
[link hidden — subscribe to view]/3ICFONVAOMQVF1
*OUR PRICE LIST*
*20 litres $32 munobuda 40 ma 500 mls*
*10 litres $16.50 umu 20 ma 500 mils*
*5 litres $9 umu 10 ma 500 MLS*
*each 500 inoita 2 dollars to 3 dollars kana makutengesa. ...... vasingazivi mashandisirwo ayo makasungunguka kundibvunza*
📍 PLEASE NOTE
✨clean mafloors kutanga uye floor ngaiome✨
✨red and black shake musati mazora
✨shandisai clean cloth or foam rubber or plastic pakuzora
✨musaiwanze itai layer tete tete kt igare uye isazokwatuke
✨zorai macoats maviri pakutanga kt floor inyatsogadzirike,pamwe pese ka1 mozoisa imwe after 5-7days,pamwe pese munenge muchingokorobha chete
✨haidirwe mvura kuwedzera haizopenye
✨haizorwe pakanyorova
✨haizorwe necloth rakatota uye rine tsvina
✨floor polish yedu inozorwa pamatombo,facebricks,cement floor,wooden floor,wooden furniture, ceramic tiles and others
✨pamopedza kushandisa chekuzoresa munochiwacha so that mochishandisa mangwana chakachena.
✨Cobra yedu haishainiswe kungozora yotopenya yoga
✨Cobra yedu haibatire patsoka ikawoma
✨Cobra haidi kuzorwa patsvina
✨Cobra haidi kuzorwa pasina kuoma haibate
✨💥ngatishongedzei mudzimba nefloor polish manyama yanetsa patoundi✨💥
[link hidden — subscribe to view]/ON3DUDZFLJKEA1