🖥️PAMARIMBA 📡EMIMHANZI GRO
Munhu wese ngaateedzere mutemo wegroup kana apikisana nemutemo anoburitswa
1; ❌❌no kutukana
2ngative mature 🤕,
3,❌❌no kukanda zvinyadzi wese akanda zvinyadzi anoburitswa 4,❌❌❌no kunyengana 🙅♀️🙅♀️
,5 munhu wese anokurudzirwa kukanda music Haasi maAdmin anokanda ega umwe akakumbira iwe unayo unokanda wo tisanyimane plzzzz
,6❌❌no links from other groups tinoda link redu chete muno,
7 kana uchikanda request yako tinoda Title na Artist wacho ukakanda request isina zvakakwana ukaona usina kupiwa usa complainer hko 😓😓
8,📵📵📵stop 🛑 typing kana Dj achikanda Mangoma kusvika ati done