PADARE REHUPENYU HWANHASI👩🦯
tiripano padare tiri hama ,ngatidzidzisaney tsika nemagariro ekuva munhu pavanhu ,kubatsirana nepfungwa dzekuenda kumberi ,hatidi kutukana ,kushorana kuseka kana zvichifadza ngatisekei mastiker haangoiswe zvisina direction unotanga wabvunza vamwe kana vakutendera kwete kungoita mastiker ekusvota vanhu no pano ndepe vanhu vamature not vana vadiki no kudzidzisana kunamata is allowed no pic day no kut manyeperana kuma inbox Moda kutukirana mugruop bodo ,matopic Isai vane zvipo zvekudzidzisa tidzidzisei chaizvo mune zvakanaka l love you all ,may you all be blessed