Single and searching
Makadii zvenyu 👏🏽👏🏽🧎🏽♀️Tinokugamuchirayi nemufaro mugroup rino rekutsvaga shamwari yekuvaka nayo musha 🫂🫂 Hatitenderi kutukana ,kushoropodzana uye kana paine wawafarira unoenda kuinbox kwake mowirirana ikoko kana zvikaramba unoedza zvimwe, Pano tinotendera kuvakana uye kuisawo matopic anoenderana negroup redu zvinova zvichabatsirawo mumwe wedu,,,,KANA WAPINDAWO MUGROUP UNOISAWO PIC, AGE ,LOCATION N NUMBER OF KIDS👏🏽👏🏽 Pano Hatidi malinks emamwe magroup, Videos ,audios Tinovimba tichave nenguwa yakanakisa tiri muno segroup and misha ichavakwa nezita raJesu 🙏🏾🙏🏾NGATISUNUNGUKE KUVA MUNO HAMA DZANGU KANA TIRI MUNO TIRI MHURI IMWE CHETE👏🏽👏🏽👏🏽🧎🏽♀️ Kana wavana wawada mugroup sununguka kubuda pachena nemunhu wako koz hatidi matsotsi pano zvekudyirana musaga no pano kana muchinyara kutaura taura through admin anosvikusvitsirayi mugroup koz toda munhu 1 pamunhu NDATENDA ZVANGU MUVE NENGUWA YAKANAKA NGATIFARE 👏🏽💃🏾💃🏾