Maids & Gardeners at Dream Home
*Vanoda basa, pliz talk to me pa WhatsApp only, handipe vanhu mabasa through phone calls bcoz handikwanise kubata ma details ako nemusoro paunofona uchiti unoda basa, but pa WhatsApp ukatumira ma details ako, anenge akachengetedzeka muphone mangu, so only use WhatsApp for kutsvaga basa.*
Munhu wese wandinotsvagira basa kubva nhasi. If usina agent fee or wabhadhara half agent fee. Please note that ndinoti employer anobata Agent fee yangu pa first Salary Yako ondipa iye . Handichada kutora Mari kwamuri vasikana vebasa bcoz vamwe venyu varikunetsa kubhadhara. ndinotora agent fee yangu from employer ndega