Madzibba Kreby vanowanika muharare mu southlea park ndirikut huyai mose nematambudziko enyu vakabirwa vanedzimba dzirikunetsa vanetswa nanamarwei vanehurwere hwakasiyana siyana ndinokubatsirai varikure ndinosvika fonai munodairwa nekukasira pa 0788880073
Verified invite link, member details and advertising options on WhatsAd.
Uchipinda introduce yourself , Name , age, full pics, location, voice recorder, number of child Hatibvumire ma links amwe , zvinyanzi , kushora, kutuka , porn zvese zvisiri zvemasowe remove you Pano tinoimbaa nekuparidza nekudzidzisana zvekumasowe cht , ma video, mharidzo, audio ,pics ekumasowe anobvumidzwa Sartuday and Sunday pic days munhu wese anodzokorodza kuisa pics Nyaya dzekuma inbox hadzidiwe Pano ngazviperere ikoko block and delete Pic remunhu akaisa Pano tinoisa comment yakanaka chete hatibvumire vanhu vanoiti ichembere harahwa mudiki hamusirimi mamuudza muno kutuka kushora pic remove you Ndinoda yangu nyenyedzi โ๏ธโ๏ธโ๏ธ
Kwazwiwai Hwaidzababa munotokutambirai nemufaro muchibatsirwa pachena nekududzirwa kwe hope Asi tinemitemo yemuno inoda kuteedzerwa usakaruka wa kunze kwemusha โ โ ๐ฅโญ๐ซ 1 Uchida kubatsirwa uno send picture rako kana uri madzimai unosenda picture rako unedhuku kana hat wakapfeka hembe inovhara mapfudzi sket ino vhara mabvi zviremba zvouy zvoita basaโ โ 2 warota hope usanyora record tumira picture rako zviremb zvikasike kunzwa nekuti kuverenga vamwe avakwanisi uye wapihwa dare record uchipindura zviremba โ โ 3 Atiisi ma links mu group rinoโ๏ธโ๏ธ 4 Ati phone mugroup๐ซ๐ซ 5 Vaimbiri tinotambiraโ โ 6 Urichiremba unouya kunezvimwe zvirembaa tokunzvera autangi kuporofita nekuti hwai dzirikurasiswa pasina kuuyaa kuzviremba une watyora mutemo ma admin anoita basa rawo ๐ฅ 7) kana wabatirwa dare batai pane record yachiremba akataura newe anouya nekuchimbidzaโ โ 8 Munobvumidzwa kuisa zvinechinamato mukati zviremba zvisiri pagwanzaโ NB. Mukatevedzera mutemo yes iyi ndofunga tobatsiridzana zvakanaka Tatende๐ง๐ผ๐ง๐ผ๐ฅ๐ฅ๐ซ๐ซ Nyenyedzinomwe Chishanuโญโญโญ๐ฅ๐ฉ๐ฉ
Tinoda mharidzo maverse kwete zvinyadzo vatendi ๐๐ฝ๐๐ฝ๐๐ฝ
Vanoda nguwo dzemasowe , majacket ,mashort ,mishwede yanamai Nana bba nemitengo yakaderera chero kwamuri totumira
Tinoda mavhesi ekumasowe nemharidzo dzekumasowe nedzidziso dzekumasowe.
NO RECORD KU IN BOX KWE MUNHU NO KUTUKANA NO PORNO NO KUNYENGANA NO LINK NYASHA PA MBERI PEKUTENDA AKUNA ZVINORAMBA NA MWARI