#)TINOZVIZIVISA MAZITA EDU NEKWATINONAMATA,VAPOROFITA VANOSUNGIRWA KUTANGA VAZVIZIVISA KWAVANOBVA KWAVANONAMATIRA #2HATITENDERE MALINKS,ZVINYADZI,KUTUKANA❌ #3)VAPOROFITA,VADUDZIRI VANOTENGERWA DATA NEMI VATENDI. #4)MAZITA NGAANYORWE ZVINE RUKUDZO KANAKUTI CHIREMERERA. #5)TINOKUMBIRA HOPE, MHARIDZO KUKWAZISANA,ZVISASANGANISWE. #6)TINOBATSIRA PACHENA,ASI VATENDI VANODA ZVEKUTENDA VAPOROFITA, VATUNGAMIRIRI VENYU HAMURAMBIDZWE. #7) HATITENDERI MUPOROFITA ANOSANGANISA ZVEMUDZIMU NECHINAMATO. #8)MUKAISA HOPE MUKAONA DZANONOKA KUDUDZIRWA MUSAORE MOYO DZIKARAMBA DZICHISARA DZIDZOSEI KANA KUBATA MA ADDIMIN.
Verified invite link, member details and advertising options on WhatsAd.
Huyai mubatsirike nekuponeswa. Hope dzese dzine chirevo 0718041756 No stickers,No links,No porno,No videos,No Audio Tokuridzira mutauro wakanaka ndatendahttps://wa.link/1yos4b
Vakuru hope makuseni kusvika na 11.AM . no.siticker❌❌❌. No.porn ❌❌❌. No. Videos❌❌❌. No.link.❌❌❌. No. Record❌❌no audios❌.Hope dzinoiswa makuseni kusvika na 11AM kududzira ianytime chero munhu paaitira mkana everyone is allowed as long as uchigona hatide vanozonyebera vanhu pano. Remedy haina nguva anytym munhu anorwara ✅muno tobatsirana chete ndatenda🙏🙏🙏.
Tinokugamuchirai paZambuko rehope nechiporofita sungunukai kukanda hope dzenyu kutanga na5 kusvika na9 inenge iri nguva yehope,kozotevera kundiso dzacho,kune nguva yekurapiwa kwezvirwere zvose nekuporeswa, koita nguva yekubatsirwa kwevanhu,hapana dambudziko rinonzi raita hombe muno varipo vakauya nematambudziko mahombe chaiwo asi akaperera muno Go back to sender Cancer Mbereko ichinetsa Kudzosa mudiwa akaenda namairwei Kubviswa munyama Kuwana basa Kusungurwa upenyu hwakasungwa Kubviswa mweya wechikwambo Vakasungwa Nezvimwe zvakasiyana siyana zvose zvinopera nezita raJesu Hatidi kutukana muno ndeme vatendi ❌ Kushorana hatidi❌ No other links allowed ❌ Kutaura zvinyadzi no❌ No stickers allowed ❌ Tinoremekedzana semhuri imwechete tichipana mazano eupenyu kuvaka maguta edu neshoko raMwari tichidzorana nebhaibheri sevakrsitu zvimwe muchaziviswa mavamuno ndatenda 🙏
Vanoda kubatsirwa vanoda kufona shandisai number iyi 0775205098
Follow this link to join my WhatsApp group: [link hidden — subscribe to view]
Makadii vazukuru vaSekuru Sinyoro muno munoitwa zvinotevera👇🏿 1.Kudzidziswa zvechivanhu, 2.Kududzirwa kwehope kubva mangwanani kusvika na11am. 3.Kurapwa nematare 4.Kumutsa mudzimu 5.Kubatsirwa zvemanjuzu 6.Kugadzirirwa/kutsigisa musha. 7.Vanetseka nembereko munobatsirwa 8.Vanoda mabsa kna mhanza yakanaka mukushanda matare anokuvhurirai. *Zvisingadiwe mugroup* ↪️Musaisa malinks emamwe magroups. ↪️Hatidi vanotukana, ↪️Hatidi kushorana kana kuzvidzana. ↪️Hatidi vanotaura zvinyadzi ↪️Musaita maaudios *NB.Vanoda kuvhunza kana kubatsirwa nematare munoenda kuinbox kwaSekuru Sinyoro phone number dzavo idzo [contact hidden]*