MAI RUE💃🏼 MUKANDO,ROUNDS KUSIMUDZIRANA

200+ membersSNA

About this community

*welcome to Mai Rue mukando Rounds ,kusimudzirana kwemadzimai madzimai muno tinoita zvemarounds akasiyana siyana emidziyo emari that gas stove yaunoda kutenga plates,mapoto,tv, fridge tinoita marounds in groups of 10 or 5 sometimes zvichienderana nekuti chinhu chacho chirikudhurasei marounds mazhinji ndepa week pa week Saka kutokanda tichipa munhu every week kusvika mapera mamwe marounds yes ndeepa monthly but ezvinhu zvihombe sana fridge nemamwe emari refu Saka munhu unowana number nekukasika kuti add me kana unechawafarira pama pictures anenge ayiswa mugroup Mari yedu tinobhadhara kwandiri admin vanenge varikure vaye round unotamba then pakutora nmudziyo wako unondiudza kuti isai pa bus but u will pay forward kana zvasvika mutemo weround tinoda chitupa chako next of keen details kana uchitanga round kuitira mangwana every round ichitanga ine admin fee inobhadhara uchitanga inosiyana nekukura kwechinhu chamukutambira round iyo ndomari yangu benefits angu semuridzi weround ekumaker sure kuti everyone Awana chinhu chake everything zvichifamba mushe hetingoitei zvinhu zvedu semadzimai pasina kubirana ndapota hangu mbavha pano kwete kana uchifunga wauya kuzovhara ini pano gara wabuda ndatenda hangu PLIZ note don't say add me kana uchiziva kuti u are not ready to start unombogara kumateresi uchiona zvirikuitwa nevamwe kusvika wagutsikana hetitanhei dzatosvikira hama NDATENDA hangu*

SNA
Unlock / View Community

Verified invite link, member details and advertising options on WhatsAd.

Related communities

SHEZREE HOME IMPROVEMENT ROUNDS

*Kitchenware & Bedware Rounds 🛍️ | Runner: Shez 🇿🇦 | Table: Mai Vambe 🇿🇼 (Table 29, Galaxy Mall) | Deliveries nationwide 🚚 | Managed by Mague* _Little by Little, Your Home Shines Big ✨🏡_

300+ membersDAN

ROUNDS MIKANDO NAMAI TEE GRUP 3 MUKA MUDZIMAI

USATI ADD USATI VARONGEKA PLIZ PLIZ HATIDI KUPEDZERWA GUWA

92 membersKNG

𐘪 ֗ PANDORA ⎯ Proving Grounds 💄

ㅤ ㅤ·· ㅤ︵ ⏜ ⏤ׁ⏤͡⏝͜𖣦͜⏝͡⏤⏤۪ ⏜ ︵ㅤ ·· ㅤㅤ𖢲  :  𝐗𝐈  . . *PANDORA UNIVERSE* . . % ıllı .. 💄 ֹ ׅ Where resolve is tested and illusions fall away. The Proving Grounds is a realm for those who choose discipline over comfort — a place to learn, to fail with purpose, and to rise sharper than before. Every task is a quiet trial, every mistake a lesson etched into iron. ㅤ╭ ┈╼ 𔘓 ─┈⊰  ㅤ┆ _Enter with humility. Train with intention._ ㅤ┆ _Leave only when your spirit knows its shape._ ㅤ┆ _Here, you are not judged by perfection_ ㅤ┆ ───── _but by the courage to evolve._ ㅤ╰ ┄╼  𔘓  ╾┈───┈⊰  ✢  ⊱┈───┈╼  ﹢ ╾┄  ⫎ ㅤ⃘✿⃘ㅤ  ५ Auctorium ۫ ֵ ᰋ [link hidden — subscribe to view] ㅤ⃘✿⃘ㅤ  ५   Threshold   ۫   ֵ   ᰋ [link hidden — subscribe to view] ㅤ⃘✿⃘ㅤ  ५   Vault of Record   ۫   ֵ   ᰋ [link hidden — subscribe to view] ㅤ⃘✿⃘ㅤ  ५   Crownmark   ۫   ֵ   ᰋ [link hidden — subscribe to view] ㅤ⃘✿⃘ㅤ  ५ Lapak Promosi ۫ ֵ ᰋ [link hidden — subscribe to view] ㅤ   _Copyright by Vexylon Team, 2025._ ㅤ

55 membersEnglish