CommunitiesSAMANYIKA TICHITANDARA PAMWE SEMHURI

SAMANYIKA TICHITANDARA PAMWE SEMHURI

400+ membersActive this monthSNA

About this community

Chinangwa cheGroup redu kusimudzirana, kupanana masoko ari kuitika kwedu kwaHonde angawe erufu, urwere, michato , maprojects, kusimudzirana mumabasa emaoko sevana vekwaHonde....hatitenderi kutukana, kuisa zvinyadzi, zvePolitics , maStickers , kuisa maLinks uye kutaura maVulger words pls kana zvakuremerai makasununguka henyu kubaya Exit mobuda ........Tatenda #One Love anaSAMANYIKA💕😘

SNA
Unlock / View Community

Verified invite link, member details and advertising options on WhatsAd.

Related communities

PACHIPAMWE mose

No kutukana ❌ Mafaro chete hapazi pasowe pano harizi group rechurch kana vanyarikani pliz zvawafunga zvinogona kufadza vanhu kanda iwe hazvirambidzwi

400+ membersSNA

Music, Ngoma tichitandara

1 Kupanana music nekutandadzana 2 no other links allowed. 3 hatitauri kana kusenda zvinyadzi (naked pics) 4 hatitukani 5 munhu wese ane kodzero yekuisa music yaainayo 6 nyaya dzerudo moitirana kuma private enyu unless mabvumirana (group not involved kana mapesana ngazviperere ikoko) 7 munhu wese ane problem ngaabvunze unless kana uchida kubatsirana 8 akonewa izvi tomuburisa hake 9 zvimumumu hatigari nazvo Thanks by group management 🙏🙏🙏🙏🙏

300+ membersSNA

Ndino zviziva wafamba kwakawanda Asi ndinoti chimbozamawo pano pamwe zvoita

Makadii vadikani ini ndinoitwa madzibaba chitima ndinobatsira zvinhu zvandichanyora apa zvandisina kunyora kureva kuti handizvigone 1.vanoda mabasa 🙏🙏🙏 2.. vakambopinda Mumba mukabuda asi wave kuda kudzokera zvave kuramba 🙏🙏🙏🙏 3.. vasikana vemabasa kuti muonekwewo nemaboss enyu Mari dzibude 🙏🙏🙏🙏🙏 4.. dzimba dzisiri kufamba zvakanaka muwanano 🙏🙏🙏🙏 5... Kuti uwedzerwe Mari pabasa 🙏🙏🙏 6 kune vane license ASI vasiri kuwana mabasa acho chitambi hachisi chitupa huya uyende kubasa 7.. vanoita zvekutengesa tenge mubato wemaoko 🙏🙏🙏 8... Musikana kana mukomana kuti unyengwe kana kuti unyenge 🙏🙏🙏🙏🙏🙏 9.. kuti uremekenzwe mumhuri 10 vanoita zvekubhenja mabhora nevasikana vehusiku kuti muwane mhenhe dzinobudisa Mari Ini ndopinda nguvo tsvuku Ndiyo kereke yangu mukushanda ndoshandisa solt yematombo nemvura kana bute zvichiyenderana nekuti dambudziko rako rakamira cy ndinobatsira pafon kana kuti unouya kumba kwangu Mazuva andoshandira chipiri ne Friday chete 🙏🙏🙏🙏

100+ membersSNA

MAFARO GUROP VANA BABA VA MAI PAMWECHETE NANA MUKOMA NANA TAITA UYAI TINAKIRWE PA MAFAROO APO 🫂🫂

Mutemo wemunomugrupo 1pono❌Ngoma☑️ringiyomapono❌stkchomapono❌Vidio ☑️ pamberinomafaro 2026

100+ membersActive this monthSNA

MAJOKES ✅TICHITANDARA MAFARO WAYA WAYA😂😂😂😂

CHINANGWA CHEGRP KUFARA CHETE🤣🤣 🤝TINODA KUFARA CHETE🤼‍♀️ 🤝KUTUKANA KWEMAJOKES BHO ZVEKUT😂😂😂 Malink❌ Audio❌ 🤝Masticker itai mashoma🔥 Musataure zvinyadzi 🤝Nyaya dzese tinotaura pano✅ 🤝Uye kufara tichiseka zvedu😁✅ 🤝Mafaro waya waya🤼😂😂😂 🤝Hande nacho chitima chemafaro🤣🤣🤣 🤝Murudo murudo 🫶 🤝Anoshora zvataura vamwe tokukanda panze 🤝Ukatyora mutemo wegrp tokukanda panze Ngatitangidzei mafaro 🤣🤣🤣

92 membersSNA