CommunitiesShumba construction

Shumba construction

100+ membersSNA

About this community

Munomu hatidi kutukana kuisa zvisingaenderane nebuilding kutaura zvakashata mashoko asingaite panze kuvaka chete mamwe malinks hatimadi ndakumbirisawo zvangu group rinovhurwa kubva na6 am kusvika na9pm mazvita

SNA
Unlock / View Community

Verified invite link, member details and advertising options on WhatsAd.

Related communities

Shumba Agent & Accomodation

Vanoda Vasikana ,vakomana VeBasa Garai Mandibata Uye Vanedzimba dzoda vanhu vanogara Huyai Ku Inbox Zimbabwe Deal

1K+ membersSNA

BVC CONSTRUCTION COMPANY[Laybyes Accepted]

We don't allow links And adverts,this group is for laybyes Only and information

1K+ membersEnglish

AFRICA 🌍&🌏WORLD MINING , AGRIC & CONSTRUCTION RENDEZVOUS

PROCUMENT of Mining ; AGRIC&Construction Consumables

700+ membersActive this monthEnglish

Shumba furnitures Group1

Shumba Furnitures group is for all your house and office furniture . Tinogadzira zvinhu zvakasimba ,zvakanakisa uye zvine guarantee . Group rino nderebasa so hatitenderi kuti vanhu vaise ma links emamwe magroup muno ,kutukana kwete pliz ,no politics, no audios. Makasununguka kuuya kuinbox kwangu zvekare kana muchida private talks , thanks in advance nekunzwisisa kwenyu my customers. God bless you all 🙏🙏🙏. Tinowanikwa KuMbudzi round about Hopely nekuWaterfalls Uplands kuMutamba neku Glennorah B muHarare.

700+ membersSNA

SHUMBA FURNITURES GROUP 3

Shumba furnitures tinowanikwa muHarare KuMbudzi round about Hopely nekuWaterfalls Uplands kuMutamba neku Glennorah B muHarare, tinogadzira midziyo yose inodiwa pakushongedza mudzimba ,ma wardrobes, ma kitchen units, ma Built-In cardboards, shop fitting, office furniture, ma sofa nezvimwewo zvakasiyana siyana . Vose vari out of Harare musatyira kure henyu zvinhu zvedu zvinosvika kwese kwamuri ,we do deliveries kwese kwamuri . Thank you, God bless you all 🙏🙏🙏

600+ membersSNA

Shumba furnitures Group 2

SHUMBA FURNITURES tinogadzira nekutengesa midziyo yemumba yese nemu maoffice, we do shop fitting, tinoita ma fitted ese nezvimwewo zvese zvamungada pakushongedza dzimba dzenyu. Group redu nderebasa so rinemitemo inoda kutevedzwa iyoo No links ❌ No kutukana❌ No audios and videos ❌ No advertising ❌ No nude pics and porn videos ❌ Note: Kunevose vanotyora mutemo wegroup tinobudisa panze, group rino ndere furniture yeku SHUMBA FURNITURES chete chete ,thank you nekunzisisa kwenyu varungu,may god bless you all 🙏🙏🙏.Tinowanikwa KuMbudzi round about Hopely nekuWaterfalls Uplands kuMutamba neku Glennorah B muHarare

600+ membersSNA