CommunitiesVasingadi zvekuroorwa musapinde muno plz

Vasingadi zvekuroorwa musapinde muno plz

100+ membersSNA

About this community

Rino igrp rewanano yemashuwa not zvemahumbwe, so kana usiripachokwadi gara wabuda hako muno plz. Kana wapinda muno panodiwa zvinotevera izvo kubox kwaAdmin then kana wamupa, Admin ndiye achakanda mugrp kt uwane mudiwa wako cz grp rogara rakakiiwa. Kana wauya kubox rega kuti hie or hey chingokanda pic rako tofambira nyaya dzacho tokusanganisa nemudiwa wako. 1: Full pic rako 2: Makore ako uye neemunhu waurikuda kut unoda makore api kusvika papi 3: Kwaunogara 4: Uripamushonga hre or 5: Unevana hre kana varipo unevangani. Kana wanyora sezvizvi wochisenda kuna Admin , kana wawana anokuda ndokuudza ndokusanganisai nemunhu wako. iwewo kana wawana wawadawo panevandinenge ndichikanda mugrp unouya kubox nepic rako makore uye nekut uripi uye unevana hre then ndokusanganisai nemunhu wako bt zvose izvi hazviitwe mahara cz panoshanda data , so kana wazowanawo mudiwa wako akuda or wawada panozodiwa $1 ecocash or Zig ecocash chero $1 juice card reNetOne pa0783679902 , $1 iri robviswa newese zvisinei kt uribabie or muface pau2 hwenyu umwe neumwe anozvibvisira $1 rake kuti tinyatsoona kuti uriserious nekuda kuroorwa or kuroora hre, bt kana mukanetsana kusati kwapera mwedzi unodzoka wosarudza umwe mahara. Uye munhu wese unofanira kagara utori neEcocash aitym yenetOne nechekare muphone yako kuitira kt kana wazowana wako wawada or wawadiwa naye wotosenda pa0783679902 kwete kuti wozondiudza kt ndichakanda kupera kwemwedzi or kt mangwana kana kt ndichaona time time apa umwe wako anenge atobvisa kare atomirira iwe zvekuti anozopedzisira ofunga kt ini ndiritsotsi izvo bodo , so kana usina ecocash or airtime yenetOne ipapo ipapo usauya kubox uchisenda pic rako or kuuya uchindiudza kt panewawada cz ukazodiwa panonetsa iwe usina $1 rekt tikusanganisei

SNA
Unlock / View Community

Verified invite link, member details and advertising options on WhatsAd.

Related communities

📡🎥𝐅𝐔𝐋𝐋 ᴍᴏᴠᴇ🔚𝘀𝗼𝗻𝗴𝘀🎧²⁴/7

No links 🚫 No porno🚯 No sticker🚯 No voice recording 🚫 Zvimumu removed 🛑 Kushora movies removed ⭕ Kushora music removed 🚫 Kushora drama ⭕ Kushora dj🚯 Munhu wese send music Stop typing pichiswa music removed 🚫 GRP BY DJ KING ONLINE 🤴

1K+ membersSNA

RUGARA/MUZARURWI FURNITURE 4 SALE

Rugara Furnitures: 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 Welcome to *RUGARA FURNITURE Most High Furnitures...* *Wardrobes range from: $120 to 800* *Kitchen units range from: $120 to 750* *Kitchen cabinets range from: $90 to 210* *Chess of drawers range from: $100 to 210* *Sofa range from: $210 to 1600* *Beds range from: $150 to 800* *Tv stands range from: $120 to 280* *Coffee table range from: $85 to 280* *Shoeracks range from: $80 to 400* *Mirror headboards range from: $150 to 260* & many more... *Layby accepted... half deposit payment and the balance on delivery...door to door delivery..* For more info pics n prices contact: RUGARA FURNITURE /[contact hidden] /0715588493 * *Physical Add:* Glen view7.Hse 969 . Harare... *Thank you & God bless you*Mangwanan Akanaka varungu vedu huyai mutore midziyo yenyu yose yemumba iripo yose tiripo pabasa musakanganwe local free delivery vekure ndinokusiirai pamunowana michovha inoenda kwenyu vanoda kubhadhara pashoma pashoma midziyo yenyu ndinotambira mwedzi mitatu uchibhadhara wotora mudziyo wako wapedza ndatenda Varungu vangu ndat tibatsirane pano pane imwe midziyo yatinogadzira neorder saka munofanira kut mudziyo wamafarira motumira ndokuudzai kut hongu uripo kana haupo kuugadzira tinotora 3days zvichienderana nekukura kwemudziyo wako unenge wapera ndatenda Marepairs ose efurniture tinoita Chero uine design yako yaunoda ndinoiburitsa sezvairi varungu ndini NYANZVI yacho RUGARA FURNITURE ZVIDO ZVENYU KUNYANYA VARUNGU VEDU NDATENDA 👏👏 Follow this link to view our catalog on WhatsApp: [link hidden — subscribe to view]/[contact hidden] [link hidden — subscribe to view]

1K+ membersSNA

New Fashion To The World Group 2 Retail and Wholesal 👗👡👢👙

🕋Chitoro chanetsa paKADOMA🔥, HARARE, KWEKWE, Gweru, Zvishavane nemamwe matown arimu Zimbabwe 🕋👗👠👢👙🛍🛍🛍🛍🛒

1K+ membersSNA

Shumba Agent & Accomodation

Vanoda Vasikana ,vakomana VeBasa Garai Mandibata Uye Vanedzimba dzoda vanhu vanogara Huyai Ku Inbox Zimbabwe Deal

1K+ membersSNA

Quality FASHIONS 👔🧥 BY NATTY BAE GRP 1

*QUALITY FASHIONS BY NATALIE BAE GROUP NOTICE* [link hidden — subscribe to view] READ ALL VARUNGU MAKATIKOSHERA 🥳 PLZ ATINA SHOP TINOTENGESA ONLINE CHETE SAKA UNONGONGOISA ORDER YAKO: COLOUR SIZE ETC THEN WE MEET IN HARARE CBD (TOWN)🔥💥💥 THEN VARIKURE UNOTANGA WAITA PAYMENT TOISA PA BUS PLZ USAUYE INBOX YANGU UCHIISA ORDER 1. USINA MARI 2. ATIKWERETESE 3. ATIDZIKISE MAPRICE 4. ATICHENGETE ZVINHU ZVISINA KUBADHARWAKA 5. MAPRICE NDIWO ARI PAZASI PE PICTURE VARUNGU 6. VARUNGU KANA TATI TIKUSANGANA MUTOWN NGATIMIREI PANOKURUMIDZAWO KUTI TIONANE 7. UKATI NGATISANGANE MUTOWN NDIKAPINDAWO MUTOWN WAKUNDI BLUE TICKER OR KUSATODAIRA MACALLS NDINOBUDISA MU GROUP NGATIZAMEI KURONGEKA. 8. PLZ KUMBA ATITENGESERE HEMBE. SOON TINENGE TAVE NE SHOP THANK YOU, YOUR USUAL SUPPORT IS HIGHLY APPRECIATED........ [link hidden — subscribe to view]

1K+ membersSNA

Sora ne muti zvorapa 🌿g.2

Sora ne muti zvorapa group na sekuru musiza vanogara Pretoria O782621271

1K+ membersSNA