Zororo Phumlani Doves Agent

600+ membersPortuguese

About this community

Zororo phumlan powered by Doves with Tendai

Portuguese
Unlock / View Community

Verified invite link, member details and advertising options on WhatsAd.

Related communities

Zororo Phumulani Doves

[link hidden — subscribe to view]

600+ membersCAT

ZORORO PHUMULANI DOVES

,,Makadini hama neshamwari kwamuri mose? Zororo-Phumulani Funeral Plan iCompany iri Powered by Doves. Chinangwa chedu ndeche kubatsirana nezvizvarwa zveZimbabwe kuita gadziriro kuti kana rufu achinge asvika pakati pedu zvirege kuzorema. Tine maPlans akasiyana siyana uye akati wandei izvi kupa mukana wekuti munhu azvisarudzire Plan yaanoda uye yaanokwanisa kubhadhara sunungukai kubvunza kusvikira mahwisisa, Ma-Plans edu anotangira pa R79 single plan then family plan pa89r,NO Links,NO Audios,we romove ukaita zvisingadiwe

300+ membersActive this monthNYA

DOVES LIFE ASSURANCE

Doves Funeral Services And Customer Care, Enquiries, Premium Payment Reminders etc

200+ membersFrench

ZORORO PHUMULANI AGENT

[link hidden — subscribe to view] Hello everyone .group rino ndere Zororo phumulani tinobatsirana kuregister policy yedu ,kureactiveta mapolicy anenge ambolapsa ,nezvimwe zvakasiyana zvamungade kubatsirwa . Maplans edu anotangira paR79 pamwedzi for a single plan anocover munhu 1 .toita zvekare family plan inotangira paR89 family plan inocover Mhuri baba,amai,nevana vavo 6 vari pasi pemakore 21 years . Waiting periods ekuti 👇🏼muzotanga kubatsirwa akamira so 👇🏼 Accidentally death(kufa Chero neipi zvayo tsaona munopihwa cover mangobhadhara kamwechete Natural causes of death munopihwa cover mabhadhara mwedzi mitatu Suicide /kuzviuraya Munopihwa cover mabhadhara gore (12 months ) Munokurudzirwa kutora policy yamunokwanisa kubhadhara every month nekuti policy yedu inokucover monthly to monthly basis. However we have a grace period of 2 months (60 days) Nzira dzekubhadhara nadzo policy yako👇🏼 Kana uine account uri muzita rako unoita debit order Kana usina account unopihwa reference yaunoshandisa kubhadhara kumashops ese ane pay@ sign anosanganisira Usave,Shop rite,Pep,boxer,Spar,Pic n pay ,ackamens nemamwe Joina Zororo phumulani nhasi uve nepeace of mind Joining is free /kujoina mahara Tinongoda a clear photo of your passport, Zimbabwean ID or Asylum Mazita nemadate of birth evanhu vamuchaisa papolicy penyu ,one of consultants will call you achiku registeryi

100+ membersSSW

JOIN ZORORO PHUMULANI WITH CLAU

Makadii vabereki ndoitwa Claudette Mangwende mugari wemu South Africa. Ndiri Agent we Zororo Phumulani powered by Doves Zimbabwe , we register everywhere you are in South Africa. Call or whatsapp me anytime, My phone number is 0813322342 Funeral policy yedu inotangira pa R79 single plan R89Family Plan For R2000 cover Yefamily inocover Mai,baba nevana 6 vari below 21 Years, kana adarika 21 years old munogona kuvhura yake yeR79 or kumuisa kuextended family R60 pamunhu extended family Thank you 😍😍😍👏💃

100+ membersSNA