ZVIRWERE NEMARAPIRWO AZVO /HOPE NEDUDZIRO/CHIVANHU /MASVIKIRO NEMHONDORO Makope tinoisa kubva na3 am kusvika na9am Hatidi amwe malinks asinei neboka rino Vanematare anoda kutambanudzwa Vane zvirwere zvakaita segomarara Pfari Jeko Masari Vasingazive mitupo yavo Vanoda kuziva madzinza avo Vanoti imba yaramba Vaya vanoshandiswa vaya Vakatsingwa vaya Varikuti mumusha medu mune urombwa Varikuti ushavi wakavharika 0774263086/0776755858 Kutukana muno kwete kwete yanano sevana vemunhu umwechete Mweya watinofema unobva pachirangano chimwechete Ada kutamba sepwere maadmin kandai panze Pano hapaitwe zvepolitics pano Munhu wese ngaasununguke panzira dzepamavambo nhaika Mbira Nziyo nemavideo tinokanda zvakare Pano tinonyora kwete kukanda mavoice note kwete kwete
Verified invite link, member details and advertising options on WhatsAd.
You must all choose your favorite Chanel and FOLLOW ✅ it ↕️↕️↕️⤵️⤵️⤵️ [link hidden — subscribe to view] [link hidden — subscribe to view] [link hidden — subscribe to view] [link hidden — subscribe to view] [link hidden — subscribe to view] [link hidden — subscribe to view] [link hidden — subscribe to view] [link hidden — subscribe to view] [link hidden — subscribe to view] [link hidden — subscribe to view] [link hidden — subscribe to view] [link hidden — subscribe to view] [link hidden — subscribe to view] [link hidden — subscribe to view] [link hidden — subscribe to view] [link hidden — subscribe to view] [link hidden — subscribe to view] Enjoy all the best of your choice ✅💯💯 1.Munhu wese akasununguka kutaura nekupa miti yaanoziva inorapa zvirwere zvakasiyana siyana.🔴 2.Hatitaure Chirungu mudare muno.🟠 3.Mamudiwe masitika.🔴 4.Hamudiwe maringi🟠 emamwe matare. 🔴 5.Hatitenderi mavhoisi recodhi. 🟡 6.Zvimumumu hazvidiwe pano.🛑 7.Hatide kushorana nekutukana pano.🛑 8.Amudiwe mavidhiyo
*UNOMBONZWA IZVI HERE* : *Zviratidzo zveSTIs * ⚠️Kurwadziwa pakurasa mvura or pakurasa mbeu ⚠️Kuvaviwa kunhengo nekusosonwa nemapundu machena akatenderedza nhengo ,Kubuda tumapundu tunovava ⚠️Kurwadziwa nemudumbu zvisinganzwisisike ⚠️Kubuditsa zvinhu discharge ine ruvara rwusinganzwisisike kusikarudzi ⚠️Kuzvimba nhengo yesikarudzi or kuita kakusvuuka ⚠️kushaiwa Simba panguva yebonde, Nhengo inomboramba kumira here kana kupera simba muri pabonde? ⚠️kurwadziwa nechibereko ⚠️Penile / Vaginal smelly discharge ⚠️Kupiswa pakuita weti ⚠️Mukunetsekana nekubata pamiviri here uye kurwadziwa panguva yebonde ⚠️Drop kubuditsa ropa ⚠️Kunzwa kuvaviwa nekubayiwa bayiwa pamabhora ⚠️Mune mapundu akaita kunge mhopo here akaita kunge chicornflower ⚠️Munombonzwa kurwadziwa/ kurira mudumbu Siki inokuparadzai mukaita zvekutamba, huyayi tikupei maherbs ekupedza dambudziko reSTI
*RULES* Muno tinorapa tichishandisa *Miti* ,*Sora* ,*Mhuka* , ne *Mvura* * Links not allowed * Channels not allowed * Audio not allowed * Videos not allowed * Vulgar words not allowed * Kutukana nekushorana ❌ * Iva nechokwadi ne Remedy Yako ▪️Hazvisi zvese zvirwere zvinorapwa mu group vazukuru zvimwe munouya ku inbox tobatsirana nhaika * Stickers Administration chete ndiyo ine kodzero *Ishe Jesu vari mubatsiri wedu* *SHALOM*
GROUP RULES No politics ❌ No porn ❌ No voice note ❌ No kutukana ❌ Respect each other✅✅ No vulgar words ❌ No other group links❌ No stickers ❌ No videos Kuma inbox please❌ Other chanel Links❌ Hope strictly 3am to 8am Munhu wese apinda NGAAVE neusername Comment Yako ngaisava inorwadza umwe munhu Hatitarisire kut admin uve ndiwe unotanga kutyora mutemo Donzvo reGroup kubatsirana kuti vanorwara vapore Ndiro basa regroup redu...
{*RULES*) ❌Porn vid ❌Kutukana ❌ Voice chats ❌Links ❌Zvisinei negroup ❌Audios ❌Zero chat we removed you ❌No surname we removed you Nyaya dziite shoma Respect each other Watyora mutemo anokandwa panze. Plz musaende kuinbox kwemumwe without permission tokukanda panze Ishe Jesu vari muponesi wedu. ❌NGATI NYOREI MAZITA PA USER'SNAME UKASADARO PANZE .
MAKADII VAZUKRU MOSE TOKUGAMUCHIRAI MUGROUP RINO NAMBUYA MOYO VANOKUBATSIRAI MATAMBUDZIKO OSE AMUNGASANGANA NAWO ZVISINGADIWE MUNO HATIDE VANOTUKAKANA HATIDE MA LINKS HATIDE MA NUDPCS MA VOUGER WORDS MAVOICE NOTS NO PORN VD KANA USINGADE KUTEVEDZA MITEMO BUDA NDATENDA👏👏👏👏