Busca en el รญndice de WhatsAd de grupos de WhatsApp para encontrar los mejores.
1 resultado en el รญndice de grupos de WhatsAd
Enlace de invitaciรณn verificado, detalles de miembros y opciones de publicidad en WhatsAd.
Tinokugamuchirai paZambuko rehope nechiporofita sungunukai kukanda hope dzenyu kutanga na5 kusvika na9 inenge iri nguva yehope,kozotevera kundiso dzacho,kune nguva yekurapiwa kwezvirwere zvose nekuporeswa, koita nguva yekubatsirwa kwevanhu,hapana dambudziko rinonzi raita hombe muno varipo vakauya nematambudziko mahombe chaiwo asi akaperera muno Go back to sender Cancer Mbereko ichinetsa Kudzosa mudiwa akaenda namairwei Kubviswa munyama Kuwana basa Kusungurwa upenyu hwakasungwa Kubviswa mweya wechikwambo Vakasungwa Nezvimwe zvakasiyana siyana zvose zvinopera nezita raJesu Hatidi kutukana muno ndeme vatendi โ Kushorana hatidiโ No other links allowed โ Kutaura zvinyadzi noโ No stickers allowed โ Tinoremekedzana semhuri imwechete tichipana mazano eupenyu kuvaka maguta edu neshoko raMwari tichidzorana nebhaibheri sevakrsitu zvimwe muchaziviswa mavamuno ndatenda ๐