Busca en el índice de WhatsAd de grupos de WhatsApp para encontrar los mejores.
1 resultado en el índice de grupos de WhatsAd
NO AUDIOS NO VIDEOS NO PICTURES nñ NO LINKS NO EMOJI TINOTAURA SHONA PLI PLIZ HOPE DZINOISWA BEFORE 11AM TODA KUBATSIRANA MATAMBUDZIKO ACHIPERA MUNO WESE ANERUZIVO RWAAANARWO NGAATAURE UYE PANEMAMWE MATAMBUDZIKO ASINGADE MA REMEDY ANODA CHIPOROFITA NECHIVANHU TIPQNGWARIRE IPAPO UNGADA KUBATSIRWA KANA KUBATSIRA WAKAAUNUNGUKA KUTAURA NEPAUNOZIVA NAPO TESEBTINOZIVA UYE TESE TINODA KUBATSIRANA TODA VANOTAURA KWETE KUTI ZIII USABIKIRA MURUME KANA MUKADZI MUFUHWIRA WEKUNZWA NEVAMWE ENDA KUNEVANOZVIGONA VOKUPA ZVINHU ZVISINGAZOKUVADZD MUDIWA WAKO Ndinehurombo nevachatumira zvisingaenderani negroup nekut muchabudiswa.Vanoda kubatsirwa indai kuma inbox kwema Admin egroup rino. 1. Hatidi tumalink twekumwe. 2.Hatidi kutukana zñf 3. Ngatidzoraneyi zvine mutsa. 4. Hatiindiran Kuma inbox nhau unotaura mugroup asi kana nhau yako isingad pavanhu 5. Usapera moyñno nekusapindurwa vanhu vanobatika 6.kana uri munzwi wemweya taura tikuzive 🙏🙏🙏🙏 tsitsi rudo nerunyararo tichagona kufadza ngrozi dzedenga Paridzai, imbai nekunamata kubatsirana zvese ... ndatenda vanhu vamwari UNGAVA UNE KWAUNOZIVA KUNOYAMBUTSA VANHU TAURA KWANA CHAUNOZIVA CHINOBATSIRA TAURA TODA MA TESTMONY
Enlace de invitación verificado, detalles de miembros y opciones de publicidad en WhatsAd.