Busca en el índice de WhatsAd de grupos de WhatsApp para encontrar los mejores.
1 resultado en el índice de grupos de WhatsAd
*MITEMO YEGROUP* 1) Zvimumu hazvidiwe muno 2) Zvinyadzi hazvidiwe muno 3) Hatiite zvematongerwe enyika muno 4) Kutukana hakudiwe muno 5) Muno hamuno mudiki kana mukuru ngati remekedzanei muno 6) Malink emamwe magroup haadiwe muno 7) *MAVOICE NOTES MUNO HAADIWE* 8) Mimhanzi isinei nechivanhu haidiwe muno 9) Chirungu muno bodo. Tinotaura rurimi rwaamai 10) Mifananidzo isinei nechivanhu haidiwe muno. *UKAONA ZVAKUREMERA BUDA. UKAPUTSA MUTEMO UKUBUDITSWA MUNO* 1) Hope tinoisa makuseni ega ega. 2) Makope tinoisa akaperera kwete kwete chidimbu. 3) Munhu wese anekodzero yekubvunza kana kutaura uyezve kudzidzisa. 4) Tese tiri vadzidzi saka ndativei nemoyo mumwe. 5) Mimhanzi tinoisa chero nguva asi ngaive ine chekuita nechivanhu. 6) Tinotaura rurimi rwaamai rwune rukudzo. 7) Makope anoiswa KUINBOX kwemududziri ndeayo ane zvakavanzika mamwe ese anoiswa mugroup. 8) Munhu wese akasunguka kutaura mugroup rino. 9) Vane hama dzinoda kupinda mugroup munoisa number dzavo. 10) Ukaita zvisingadiwe ukubuditswa mugroup. 11) Ukaita chimumu uri kuenda panze. 12) Hatinyeye mamwe masahwira muno bodo bodo tsvoo
Enlace de invitación verificado, detalles de miembros y opciones de publicidad en WhatsAd.
Grp redu hatidi vanotukana Malinks Audios Politics Tinoda zvinowaka hupenyu hwevanhu ,hutano tinotambira vanouya kumainbox *Dare ramambo* rinematare atinoita kune anouya kumba kuzosangana namambo vanokubatsirai handizvose zvinopera nemaremedy zvimwe zvinotoda nyamunhu pachake kuti akundiswe saka sunungukai musha ndiwoyu