Busca en el índice de WhatsAd de grupos de WhatsApp para encontrar los mejores.
1 resultado en el índice de grupos de WhatsAd
1 I will praise the Lord at all times; my mouth will continually praise him. 2 I will boast in the Lord ; let the oppressed hear and rejoice! 3 Magnify the Lord with me! Let's praise his name together! 'Psalms 34:1-2-3- Pane pamwe panongoda kurumbidza chete.kutomboisa dambudziko rako paside wotomborumbidza nemoyo wako wese. Ukatarisa mumwe munhu ari mumarriage asi kune mumwe munhu arikutambura kuti awane murume kana mukadzi .anenge achingo complainer hee anohura mukadzi haagone kubika what?nekumira kwakaita nyika ko wadii warumbidza Mwari nezvaakakupa nhai mudikani. Mumwe aripabasa asi kune mumwe munhu arikutoritsvaga achiri shaya aah asi ukamunzwa achicomolainer unotoshaiwa kuti chii.nhai hama yangu ko wadii warumbidza Mwari nebasa iroro. Kurumbidza Mwari hazvina basa kuti zvamboita sei .wadya here kana hauna.urikufara here kana kuti urikuchema rumbidza Mwari. Iko kurumbidza ikoko kune zvakunotogadzirisa.hakuna chinofadza Mwari sekurumbidzwa vanonzwa manyuku nyuku soo votanga kutoongorora kuti ko kwaita rumbidzo kwakambomirasei woona vakutogadzirisa nyaya dzako. Unofanira kutombonatsorova prayer yekungonurumbidza chete. *MWARI NDINOKURUMBIDZAI NEVANA VAMAKANDIPA.NDINOKURUMBIDZAI MWARI NEMARRIAGE YAMAKANDIPA HAZVINA MHOSVA KUTI IRIKUVAVA ASI RUMBIDZA CHETE.NDINOKUMBIDZAI MWARI NEBASA RINGAVA BUSINESS NDINOKUPAI MBIRI IYEMI SHUMBA YERUDZI RWEKWAJUDA* UKAGONA KUITA ZVINHU IZVI UCHAONA KUTI ZVINHU ZVINOTOTANGA KURERUKA SOO. ANAWO MAZITA AKAWANDA EKUMURUMBIDZA NAWO. NGATIDZIDZEI KURUMBIDZA MWARI NGUVA DZOSE *WOMAN AND MAN OF FIRE* Munomu hatitendere malinks .zvemabusiness hatiite.zvenyaya dzisina chekuita naMwari hatitendere 🙏
Enlace de invitación verificado, detalles de miembros y opciones de publicidad en WhatsAd.
REGRAS DO GRUPO SIGA FOTO NO MÁXIMO 3 AO DIA OBRIGATÓRIO FOTO DE PERFIL PROIBIDO POSTAGEM DE LINK PROIBIDO FIGURINHAS PROIBIDAS PROIBIDO PROPAGANDA AQUI FICOU MUDO POR 24HS REMOVIDO
We pray by Faith and wonderful things happen in our marriages. We ask and we receive because we abide in Jesus and He in us. We have power and we create what we want to see. We are, PRAYING WIVES. 💪🏾 We believe God for His wonderful promises toward us as we abide in His presence as wives. 1️⃣ None of us shall divorce. 2️⃣ None of us shall be barren. 3️⃣ None is widowed prematurely. *John 15:7 ESV* *If you abide in me, and my words abide in you, ask whatever you wish, and it will be done for you.* Our prayer times are as below; 🗓 Monday to Sunday Morning Glory: 3am - 6am Evening Glory: 10pm - 11pm Lunch Hour: 12:30pm - 1:30pm *Time Zone* East African Time Prayer Link via Google Meet App: https://meet.google.com/cyv-zdim-vmj YouTube Channel Link: https://www.youtube.com/@prayingwives Feel free to reach out to our wonderful admin team of wives who are sold out to stand with you in Prayer and minister to you. 1️⃣ Praying Wives Ministries- [contact hidden]️⃣ Gloria Kalyango - [contact hidden]️⃣ Gloria Kasankya - [contact hidden]️⃣ Dorcus Lubega - [contact hidden]️⃣ Joy Otim - [contact hidden]️⃣ Ketra Tabula - [contact hidden]️⃣ Sonia Ayesiga - [contact hidden]️⃣ Grace Mugenyi - [contact hidden]️⃣ Betty Nkerettanyi -[contact hidden] 🔟 Jessy Leku - [contact hidden] *Prayer Changes Things* 💯 Shalom