Musha wemweya mutsvene
Rugare muno tinorapa zvirwere zvinotevera 🏺vanoda kuita zvekubatsira nechivanhu ndibatei kuinbox vanoda kuita zvekurapa nechiporofita huyai kuinbox , vanonzwa chifuva tinorapa chikosoro, asima, nyon'o , maAlcers , maAsids , musana, mudumbu , musoro usingapori, dzungu ,chitemo, moyo,bp, kudzinga mweya yengozi, kurapa mupengo , kudziya muviri Pabonde , kupodza mabhora akazvimba, kurapa vakazvimba dumbu , sick , hepes, gonorea, drop sic, vanoda kubata mbinga , vanoda kuwedzerwa mari pamabasa kudiwa pabasa kudiwa nevakomana nevasikana luck remari , kusunungura varimumajeri,vakasungwa chiraramo tosunungura, kudzinga uroi huripamunhu, kubvisa munyama uriparopa rako, kuwedzera simba pabonde, kudzinga mhepo dzakaipa mudumbu, makumbo anorwadza , kurambanisa murume namarwei zvese tinoita nezvimwe