Imports from China group 1
*Importing/Buying from China.*
*Maitiro nemutemo*
Patwunhu twuduku tinobatanidza mari, totenga zvatinoda pamwe chete kuChina. Zvinobva zvachipa. Tobatanidzazve mari toita shipping zvinhu zvedu. Zvoti chipira futi pakushipper.
Pazvihombe unongouya wobhadhara tokushipirai
Huyai kuOffice kwangu paCentral kuroom 242 pa Harare central mundione titaure
Tinoita update kuti ndechipi chatiri kutenga takabatanidza mazuva iwayo.
Saka unobhadhara buying price yechinhu chako. Then shipping inobhadharwa painenge yave kudiwa. PaCollection unozounza yeLogistics, zvinoenderana nekuti panzi marii pazvinhuzvo. But zvidiki it's $3-$6 pa Parcel not paItem
Quality, yatinoona papicture dzimwe nguri handiyo yeproduct inozotumirwa. Haisi mhosva yangu. No refund.
Dzimwe nguva, kwete dzose, Online buying ine dambudziko rekuunza wrong product. Haisi mhosva yangu zvakare. No refund.
Kana muchida kutsvagirwa zvinhu nekupiwa maPrice, send $1-00 ecocash or buddie airtime, tokutsvagirai tokupai.
Musaingwe kumainbox nevanhu vachiti vakachipa vanokubirai.
Taurai vanhu vanokuingai tivaburitse.
Usaitwe shamwari nemunhu achizviti ndokupa maGifts, anenge achida kukubira achiti tumira mari zvisvike.
Pay me a visit. Room 242 Harare Central.
God gave you a solution to your problem of failing to access quality products at a reasonable price. Just pay a visit for inquiry.
Kana murikure pakubhadhara, shandisa Ecocash, Omari, inbucks, mukuru munoisa nemari yema charges.
Kubhadhara product yenyu zvinoreva kuwirirana nema terms and conditions.
Kudakwashe Kwenda.
0772668135