Vacancies Zim 🇿🇼
READ GROUP DESCRIPTION BEFORE YOU JOIN
You are all welcome here
Kudhara pandaiti munhu anobhadhara agent fee yake pafirst pay
Vamwe vanga vave kuti panopera mwedzi anobva asiya basa(I have evidence) vamwe ndivo vaiti vakashanda two weeks vobva vasiya basa so ndaizosangana nema challenges ekuti varungu vanga vavekundivenga vachiti zvinhu zvangu hazvina kurongeka saka usafunge hako kuti unowana basa pasina Agent fee
Agent fee imari yekuti kana waenda kubasa hauite zvinoshoresa nekuti unenge uchifunga mari yako uye haukasike kusiya basa because you have something to lose
Kozoita kune varikuti sei ndichizotanga ndabhadhara agent fee?
Kune vanhu wakawanda vari muno wanenge vachingoda havo zvekutamba, vakawanda venyu vakapinda group rino risati ravhara maizvionerawo mega kuzosvika vamwe vakumbira kuti dai group ravharwa
Handizive kuti munhu anenge ari serious ndeupi, chancer ndeupi saka munhu anenge aisa agent fee ndiye munhu chete anenge ari serious kwandiri so musazvinetse henyu muchibvunza zvakawanda wanda, anenge abhadhara agent fee yake ndiye anopa basa.
INBOX THE ADMIN FOR INQUIRIES
I don't do any registrations about basa risipo, Kana paitabasa i tell you
gara nemari yako until wanzi basa riripo
Agent is paid kuOffice and out of town jobs we use ecocash pamapayments ndichikuconnecter nemurungu
I POST MUGROUP MABASA AVA NENGUVA ASINA VANHU
* AGENT FEE APPLIES ON EVERY JOB * kana usina hako agent fee don't bother coming to my inbox
thank you for understanding
One message is enough, isaiwo madetailed messages handitauri nemunhu One , bulky messages and Whatsapp calls I will block you and remove you automatically in this group
Tuma funny reactions on posted vacancies I will automatically remove you from the group, if you are not interested in the postings you are free to leave
[link hidden — subscribe to view]?mode=r_c