חפשו באינדקס קבוצות הוואטסאפ של WhatsAd כדי למצוא את הטובות ביותר.
תוצאה אחת באינדקס הקבוצות של WhatsAd
Chinangwa cheGroup redu kusimudzirana, kupanana masoko ari kuitika kwedu kwaHonde angawe erufu, urwere, michato , maprojects, kusimudzirana mumabasa emaoko sevana vekwaHonde....hatitenderi kutukana, kuisa zvinyadzi, zvePolitics , maStickers , kuisa maLinks uye kutaura maVulger words pls kana zvakuremerai makasununguka henyu kubaya Exit mobuda ........Tatenda #One Love anaSAMANYIKA💕😘
קישור הזמנה מאומת, פרטי חברים ואפשרויות פרסום ב-WhatsAd.
No kutukana ❌ Mafaro chete hapazi pasowe pano harizi group rechurch kana vanyarikani pliz zvawafunga zvinogona kufadza vanhu kanda iwe hazvirambidzwi
1 Kupanana music nekutandadzana 2 no other links allowed. 3 hatitauri kana kusenda zvinyadzi (naked pics) 4 hatitukani 5 munhu wese ane kodzero yekuisa music yaainayo 6 nyaya dzerudo moitirana kuma private enyu unless mabvumirana (group not involved kana mapesana ngazviperere ikoko) 7 munhu wese ane problem ngaabvunze unless kana uchida kubatsirana 8 akonewa izvi tomuburisa hake 9 zvimumumu hatigari nazvo Thanks by group management 🙏🙏🙏🙏🙏