חפשו באינדקס קבוצות הוואטסאפ של WhatsAd כדי למצוא את הטובות ביותר.
תוצאה אחת באינדקס הקבוצות של WhatsAd
No zvinhu zvisina basa news only zvinopisa zvikuitika no mabhero no advets no links , , , , , , vane zvavanenge vawana zvopisa you are freee to post here, , thanks
🙏Tinoda vanhu vanofara vasingatukani uye zvinhu zvatinosangana nazvo muupenyu titaure tisanyara tinobatsirika chose pano zvese zvemudzimba kusanganisira dzepabonde hatidi pono please 🤝🏻ndatenda
Tilder Live naBhozhongora Hamubvumidzwe mamwe malinks emamwe magrups❌ Hamudiwe maStickers❌ Hatitukani❌ Zvinyadzi No❌ Hatitukani❌ Grup redu nderekubatsirana nemazano mukaiswa topic or kukaita munhu anoda kubatsirwa ngatimubatsirei✅✅✅ Vanoda zveNyengo pedzeranai kumainbox musauye nenyaya dzenyu kugrup usingadi kutaura nemunhu just block
קישור הזמנה מאומת, פרטי חברים ואפשרויות פרסום ב-WhatsAd.
Mutemo, zvinobvumidzwa munhu wese anosenda zvirongwa music movies tichifara. Zvisingabvumidzwe, kutukana ❌. Kuyendera munhu inbox pasina kuwirirana ❌. Zvimumu tinodzura kuitira vamwe vanoda kupinda. Hatidi amwe ma links ❌Kutaura zvinyadzi nekutumira zvinonyadzisa zvisina hunhu Nooo❌❌❌muno hamusi mekutsvaga varume or vakadzi ❌❌takauya kuzofara... Voice note ❌❌❌