Dzidziso DzeChivanhu 2
⛔️⛔️⛔️Mitemo YeDare⛔️⛔️⛔️. 1️⃣.Munhu wese akasununguka kutaura nekubvunza zvaasinganzwisisi pamafambiro eChivanhu achibatsirwa🏈🏉. 2️⃣Tinodudzira makope kubva kuseni kusvika na 11:30 kuseni ikoko,,uye kana nguva iyi yadarika hapachina munhu achabvumirwa kuisa makope ake,,Zvakare panguva iyi hapana munhu anobvumirwa kukwazisa,,kubvunza kana kuita chimwe chinhu,,nguva iyi kungonyora makope ako chete wonyarara vanodudzira vachidudzira muchiona dudziro dzenyu🏈🏉. 3️⃣Mudare muno hamubvumirwe kutaura Chingezi kana kuti Chirungu kunyange kana vara rimwe zvaro unobudiswa🏈🏉. 4️⃣Hatide maringi emamwe magurupu pano🏈🏉. 5️⃣Hatidi masitika muno🏈🏉. 6️⃣Hatidi mavhoisi rekodhi muno 🏈🏉. 7️⃣Hatide kutukana kana kushorana muno🏈🏉.♦️♦️♦️