🪘Zvidzidzo zvechivanhu🧜♀️🦁
Mutemo 👇
Well come to gogo's Shantel group,,,,
1)🧜♀️No other group link, No Stickers ma songs Echivanhu tomada nema videos acho,,
2)🧜♀️ Hatide Vanosvorana hatide Vanotukana remekedzo mu group ndiyo yatinoda nhai ndokuti group redu rienderere mberi Toda runyararo hatide mheremhere
3)🧜♂️Tsika dzede ndiyo donhodzo yedu nhai tauya pamwe kut tidzidzisane chinyakare chedu kuti vakuru vedu vaizvigona sei ko isu tozvitadzao nei sak huyai tiite mushandira pamwe tiudzane zvatinoziva tose tose hapana anoziva tose hatizive so tikuti huyai tidzidzisane nhai,,,,,,
4,,, 🦁pauri ipapo ingoti vhura masango changamire Tinoda manake nhai