MARRIAGE DISCUSSIONS GROUP 2
*Welcome to Marriage Discussions group 2*:
-Kana tiri pano tiri hama,tiripo pakubatsirana nekupanana mazano anoenderana nehupenyu nemagariro edu mudzimba.
-Tese tinotarisirwa kupa miwono yedu pane topic inenge yaiswa pagroup...zvimumumu tinokanda panze.
-Auya nedambudziko rake feel free kutaura kune maAdmin aripo tokanda sahidey vanhu vokutsirana kukupa mazano.
-Masticker anokandwa just to show maemotions kwete kuramba wokanda kunge tava kuECD.
-Vane mabirthday, marriage anniversaries etc
ngatipembererei pamwe
-No voice notes,No politics,No chain messages,No hate speech
-Above all we r one family,ngatifarei
-No group links please
-No to hate and abusive speech
-Every member is free and expected to participate ,contribute and share problems and solutions.
-Bible teachings and prayers allowed 24/7 ,its our daily bread.
-Jokes are healthy as they keep a smile to everyone's face.
-No to tribalism and racial discrimination.
*May God bless us all*🙏🏻
No Stickers