Ищите в каталоге групп WhatsApp от WhatsAd, чтобы найти лучшие.
1 результат в каталоге групп WhatsAd
Tinofamba nekutenda
Проверенная ссылка-приглашение, данные об участниках и опции рекламы на WhatsAd.
*M𝐈TEMO 𝐘EGROUP* *🎗️Muno mune vanhu vanopinda zvitendero zvakasiyana siyana,𝐢𝐬𝐮 hatina basa nechurch yaunopinda tinokoshesa Jesu akakupinda 𝐧𝐚𝐢𝐳𝐯𝐨𝐳𝐯𝐨 𝐭𝐢𝐬𝐚𝐳𝐯𝐢𝐝𝐳𝐞 𝐦𝐚𝐦𝐰𝐞 𝐦𝐚𝐬𝐚𝐧𝐠𝐚𝐧𝐨* *🎗️Munhu wese akasununguka hake kuparidza asi hatitenderi kuti muparidze mumwe achiparidzawo panguva imwechete* *🎗️Hatitenderi nyaya dzisinei nezveshoko raMwari uye tinokurudzira kuti munhu ave negroup rakewo raanogadzira kuti aparidzirewo vanhu kunaka kwaJesu naizvozvo tinobvumidza kuti 𝐮𝐭𝐮𝐦𝐢𝐫𝐞 link regroup rako kamwechete pasvondo mamwe malinks hatitenderi* *🎗️Muno hatitenderi mharidzo dzemavoice notes yedzai kuti ive audio kuitira kuti zvisadyire vazhinji vedu bundle* 🎗️𝐓𝐢𝐧𝐨𝐯𝐡𝐚𝐫𝐚 𝐠𝐫𝐨𝐮𝐩 𝐤𝐰𝐞𝐭𝐞 𝐧𝐞𝐤𝐮𝐝𝐚 , 𝐚𝐬𝐢 𝐤𝐮𝐢𝐭𝐢𝐫𝐚 𝐨𝐫𝐝𝐞𝐫 𝐡𝐚𝐭𝐢𝐬𝐢 𝐭𝐞𝐬𝐞 𝐭𝐢𝐧𝐞 𝐜𝐡𝐢𝐧𝐚𝐧𝐠𝐰𝐚 𝐜𝐡𝐢𝐦𝐰𝐞 𝐜𝐡𝐞𝐭𝐞 𝐦𝐮𝐧𝐨 🎗️𝐊𝐚𝐧𝐚 𝐮𝐜𝐡𝐢𝐝𝐚 𝐤𝐮𝐩𝐚𝐫𝐢𝐝𝐳𝐚.... 𝐤𝐚𝐧𝐚 𝐮𝐢𝐧𝐞 𝐏𝐫𝐚𝐲𝐞𝐫 𝐑𝐞𝐪𝐮𝐞𝐬𝐭 ...𝐤𝐚𝐧𝐚 𝐔𝐜𝐡𝐢𝐝𝐚 𝐤𝐮𝐧𝐲𝐨𝐫𝐞𝐫𝐰𝐚 𝐦𝐡𝐚𝐫𝐢𝐝𝐳𝐨, 𝐤𝐚𝐧𝐚 𝐦𝐢𝐛𝐯𝐮𝐧𝐳𝐨 𝐢𝐧𝐞𝐜𝐡𝐞𝐤𝐮𝐢𝐭𝐚 𝐧𝐞𝐳𝐯𝐞𝐬𝐡𝐨𝐤𝐨 𝐫𝐚𝐌𝐰𝐚𝐫𝐢 𝐡𝐮𝐲𝐚𝐢 𝐤𝐮𝐢𝐧𝐛𝐨𝐱 𝐤𝐰𝐚𝐀𝐝𝐦𝐢𝐧