1️⃣MUDZIMAI SIMUKA WOMAN ARISE PRAYER NETWORK
*Welcome to Mudzimai Simuka Man & Woman Arise Prayer Network Vision ino yakatangwa na Prophetess Faith Chari Visionary.*
*Mushure mekunge ndaudzwa some years back nevanhu vaMwari vakasiyana siyana about my calling kuti wakatakura chiono chemadzimai from 2019 ,2020, 2021, 2022.*
*Asi ini pachangu ndanga ndisati ndaza rurirwa namweya mutsvene nguva yekuti ndiite basa raMwari yakanga isati yakwana asi mweya mutsvene akazo ndoshandi shanyira January wese wa 2023 i was reminded about my Calling*
*Ndakatanga kushaiwa peace rugare in my spirit kusvika 22 /01/2023 ndakazo tanga online platform Mudzimai Simuka ndokuudza vakadzi vandaite ngesera bhutsu nehembe mumagroups angu ebusiness kuti askana ndine chaMwari chandanzwa*.
*Vari kuda kufamba neni parwendo rweku namata handei that's how i started Mudzimai Simuka Man & Woman Arise Mwari vakatanga kuzviratidza mu 2023 imomo through testimonies mazhinji vanhu vaidziki nurwa for more testimonies go to my Facebook Group rakanzi Mudzimai Simuka on Facebook* ✅
*Mudzimai Simuka Our Motto Is Restoring People's Lives By Raising And Empower Women Through Teaching and Preaching The Word Of God and Prayer Alter.*
*Theme yechiono chino tinoiwana pana (Isaiah 60 vs 1 ) inoti 👇👇*
*Simuka uvheneke nekuti chiedza chako chasvika kubwinya kwaJehovha kwabuda pamusoro pako*💥💥
*This group it's not a church mubatanidzwa wemadzimai anobva kumakereke akasiyana siyana 💥💥*
*Vision ino ndeye kusimudzwa nekunamata nekudzikinurwa kwema dzimai nezva vano pindana nazvo mukurarama 💥💥*
*I group rekunyengetera zvakasimba kwemadzimai nekuparidzwa kweshoko reunzwa restoration muupenyu hwavo* 💥
*Mudzimai Simuka Man & Woman Arise Prayer Network 💥*
No other links ❌
No chain messeges ❌
No joke's ❌
No copy and paste ❌
No confusion ❌
Hatidi n'anga muno❌
Hatidi pamuromo let's treat each other with respect kana group rino risinga kuitire unobaya exit wakanyara.✅✅
For prayer request and testimony you go through my inbox lets maintain order yatakaona mugroup irimo mugroup ✅✅