BOT DEPLOYMENT ZONE
Pano tinogadzira ma bots chero rawada iwewe se client. Hapana ratinoti iri hatigarzire, mariyako chete ndiyo inotonga semurungu.
Kunevasingazive, Whatsapp bot ndiro Riya ramunoona mumagroups rinoshandiswa nevanhu kubvisa ma links nekudzura wacho anenge akanda ma link ipapo ipapo automatically. Ndiro bot zvakare rinounza music mumagroups amunoona pachinyorwa sezvizvi(.play jah prazah ibvo) kana kuti (.song Jah prazah ibvo) song inobva yauya pese paunodaro, I bot iroro, number yese iripa Whatsapp inozviita tinokuitira ma settings Acho zvako zvatoita, process iyoyo ndiyo yatinoti bot deployment.
Ndatsanangura zvishoma.
Dm [contact hidden]
For bot deployment, 1 month guarantee 24/7 online.