Vasingadi zvekuroorwa musapinde muno plz
Rino igrp rewanano yemashuwa not zvemahumbwe, so kana usiripachokwadi gara wabuda hako muno plz.
Kana wapinda muno panodiwa zvinotevera izvo kubox kwaAdmin then kana wamupa, Admin ndiye achakanda mugrp kt uwane mudiwa wako cz grp rogara rakakiiwa.
Kana wauya kubox rega kuti hie or hey chingokanda pic rako tofambira nyaya dzacho tokusanganisa nemudiwa wako.
1: Full pic rako
2: Makore ako uye neemunhu waurikuda kut unoda makore api kusvika papi
3: Kwaunogara
4: Uripamushonga hre or
5: Unevana hre kana varipo unevangani.
Kana wanyora sezvizvi wochisenda kuna Admin , kana wawana anokuda ndokuudza ndokusanganisai nemunhu wako. iwewo kana wawana wawadawo panevandinenge ndichikanda mugrp unouya kubox nepic rako makore uye nekut uripi uye unevana hre then ndokusanganisai nemunhu wako bt zvose izvi hazviitwe mahara cz panoshanda data , so kana wazowanawo mudiwa wako akuda or wawada panozodiwa $1 ecocash or Zig ecocash chero $1 juice card reNetOne pa0783679902 ,
$1 iri robviswa newese zvisinei kt uribabie or muface pau2 hwenyu umwe neumwe anozvibvisira $1 rake kuti tinyatsoona kuti uriserious nekuda kuroorwa or kuroora hre, bt kana mukanetsana kusati kwapera mwedzi unodzoka wosarudza umwe mahara.
Uye munhu wese unofanira kagara utori neEcocash aitym yenetOne nechekare muphone yako kuitira kt kana wazowana wako wawada or wawadiwa naye
wotosenda pa0783679902 kwete kuti wozondiudza kt ndichakanda kupera kwemwedzi or kt mangwana kana kt ndichaona time time apa umwe wako anenge atobvisa kare atomirira iwe zvekuti anozopedzisira ofunga kt ini ndiritsotsi izvo bodo , so kana usina ecocash or airtime yenetOne ipapo ipapo usauya kubox uchisenda pic rako or kuuya uchindiudza kt panewawada cz ukazodiwa panonetsa iwe usina $1 rekt tikusanganisei