MASTER LEEROY HEALTH CLINIC
MASTER LEEROY HEALTH CLINIC Makhaya immune system booster and cleaner*_🪴
*🪴Siki ma types ese inopera permanent solution*
*🪴It helps to clean your system*
*🪴If kana uri kuvaviwa or une mhopo pasikarudzi Inopedza*
*🪴problem yemakumbo ,or musana or tsvina muchibereko or male bladder inbotsira zvekare*CHII CHINOKONZERESA KUSABATA PAMUVIRI?
1. Hormonal imbalance
Kana ma-hormones emukadzi asiri kushanda nemazvo, mimba inotadza kubata. Ma-hormones ndiwo anotonga kutevera kwemwedzi, kusarwadziwa, kusawandisa kana kuona ropa risingaite (irregular periods), manzwiro ekufara kana kutsamwa nguva dzese, chido chebonde (sexual libido) pamwe nema hot flashes.
2. Ovarian cysts
Aya mapundu anenge aine mvura kana mhepo anomera kuma ovaries uko kunobva mazai. Kana aripo, anokanganisa kubuda kwemazai zvichiita kuti mimba isabate.
3. Fibroids
Fibroids inyama dzinokura muchibereko. Dzimwe dzinokura zvakanyanya zvekuita sekunge munhu ane nhumbu asi asina. Kana dzakura, dzinokanganisa kubata kana kuchengetedza mimba.
4. Infection (Utachiona)
Utachiona muchibereko hwakaita sePID kana wakamboita chirwere chepabonde chisina kurapwa zvakanaka hunogona kukuvadza chibereko zvokuti mukadzi anotadza kuzvara.
5. Matambudziko echibereko
Vamwe vane chibereko chisina kugara zvakanaka chakaita se retroverted uterus kana prolapsed uterus. Vamwewo vane zvibereko zvidiki zvisingakwanisi kutambira mimba.
---
CHII CHINONZI KUSHAYA BEREKO (INFERTILITY)?
Kushaya mbereko kutadza kubata pamuviri kwemwedzi gumi nemiviri (12 months) kana kupfuura
*🪴vanobuditsa discharge zbisinganzwisisike inopedza futi dambudziko iroro*
*🪴vane chirwere chisiki mhando dzose Inopedza*
*🪴vakadzi vatambura ne kushaya mbereko , vasingatere zvakanaka or vatambura _nejeko_ munokwanisa kubatsira*
_Makhaya immune system booster and cleaneer yakagatsirirwa iwewe kuti tive nehutano hwakanaka inobatsira upto 28 diseases ,,,be on the bright side always ,, healthy is power🪴🪴_. Dr leeroy [contact hidden].