𝙎𝙃𝙊𝙆𝙊 𝙍𝘼𝙈𝙒𝘼𝙍𝙄 (𝙅𝙀𝙎𝙐)
Hebrew1:1-2.
*1 *Mwari wakataura kare kunamadzibaba muvaporofita nemigove mizhinji, vuye nemitovo mizhinji,*
2 *zvinopakupedzisira kwamazuva ano wakataura kwatiri muMwanakomana wake, waakaita mudyi wenhaka yezvinhu zvose, waakaita vo naye nyika,
*NB*
#Munhu wese akasununguka kupa shoko asi zvichibetserwa negwaro,
#Munhu haarambidzwe kuzivisa zviziviso zvingabatsira hama , sokutsvakwa kwevakarasika kana kuva alert kwe vanhu munyika.
#Links eshoko raMwari be free, asi asinei neshoko kwete. Admins anotenderwa kubudisa munhu wavanoona zvakafanira, omboiswa kunze azoda kudzoka angadzoswa asi achitarisirwawo kuita zvakanaka hake.
#Kutukana kwete, but hatidi anoti ndatukwa iye pataurwa zviri mushoko.
#Topic of Discussion is presented and expounded kusvika tese tanzwisisa zvisinei kut trikuwirarana ere or atisi, (asi pane time inofanira kuonekwa kuti discussion iyi haichina hu MWARI, (inomiswa). *ukamiswa teerera*
Discussion inofana kuva ne a flow to maintain both consistency and understanding
#Mibvunzo ngaivepo inechokuita ne word, uye ane shoko chero risina kunge rabvunzwa
*TANGA WABVUNZAWO ADMIN ARIPO IPAPO, KUTI PANE MUKANA HERE WEKUPA CHIDZIIDZO ICHOCHO, ZVIGOITA KUTI VOSE VATEERERE. ASI KANA WAZONZIWO APA CHIMIRA UNOMISWA HAKO ,NEWE TENDA KUUDZWA. TINONYANYO DA KUTI TOSE TIDZIIDZE PAMWE CHETE, NDIYO MAIN THEME YEGROUP.ZVOSE ZVINOPESANA NEVHANGERI (GOOD NEWS) ISU HATIMBOZVIDI.*
*ADMIN ANOTENDERWA KUDZIMA ZVAAONA ZVISINAJnu KUFANIRA ASINA WAABVUNZA.*
*Kufara kuseka😅 kukwazisana hazvirambidzwi mugroup, nokuti harisi torongo*
#Isu Tataura izvi takutendai nokuva noumwe chete
*Amen.*
'VAHEBHERU 1:1-2🙏
[link hidden — subscribe to view]