Ruwadzano rwevakadzi Health Goup
Muno munotaurwa zve hutano nenyaya dzinovaka ,kukurudzirana hutsanana
❌Cyber bullying, kana kutumira zvinopesana ne mutemo we Constituion of Zimbabwe, Human Rights Act.
Hatide nyaya dzekuma church kana kunyomba vamwe vanamati vemamwe machurch ndapota tikawana uchiita zvinopesana neizvi 🪓👉🏾1.No links, Malinks ose angada kutumirwa ikodzero ya Amin kukutendera kana kukurambidza saka unokumbira,no Channels.,ukaita izvozvo wabuda mu group, Admin chete ndiye anotendrwa
2.No Politics
3.No pakunyombana nekudzikisirana
4.Hapana anotenderwa kuvinga munhu ku inbox kunze kwa Admin chete
5.Rino harisi grp rekutsvaga rudo sakatakaisa matanho kuchengetedza hunhu nechiremera che nhengo dzose paku screener vose vanopinda kuti vakadzi here asiwo pamwe mungazoona moteverwa kuseri nemurume apinda nemistake zivisai ma-admin vanoziva zvekuita.