CommunitiesChivanhu nemachembere grp 3πŸ§œβ€β™€οΈπŸ§œβ€β™€οΈ

Chivanhu nemachembere grp 3πŸ§œβ€β™€οΈπŸ§œβ€β™€οΈ

100+ membersSNA

About this community

Kurapwa muchivanhu munhu wose anorapwa sunungukai kusangana nagogo mancube inbox kwavo vabatei pa number dzinoti 0718198757 fonai musabhipa ndatenda hangu vazukuru

SNA
Unlock / View Community

Verified invite link, member details and advertising options on WhatsAd.

Related communities

Kurarama nekusimbisa mitezo nemiti yechivanhu (Dare ramambo) Group 2

Grp redu hatidi vanotukana Malinks Audios Politics Tinoda zvinowaka hupenyu hwevanhu ,hutano tinotambira vanouya kumainbox *Dare ramambo* rinematare atinoita kune anouya kumba kuzosangana namambo vanokubatsirai handizvose zvinopera nemaremedy zvimwe zvinotoda nyamunhu pachake kuti akundiswe saka sunungukai musha ndiwoyu

800+ membersSNA

DZIDZISO DZECHIVANHU 6

1.Dare rino ndereChivanhu kudzidza nekudzidzisa chivanhuπŸ§‰. 2.Kududzirwa kwemakope kubva mangwanani kusvika na 11:30 mangwanani πŸ§‰. 3.Hatitenderi Chingezi tinotaura nerurimi rwaamai mudare πŸ§‰. 4.Hatidi kutukana nekushorana, kutaura zvinyadzi nekutsoropodzana mudare πŸ§‰. 5.Hatitenderi dzimwe nhawu dzisineyi nechivanhu mudare πŸ§‰. 6.Hatidi maLink emamwe matare muno mudare πŸ§‰. 7.Hatidi mavhoisi recodhi muno mudare πŸ§‰. 8.Hatidi masitika πŸ§‰. 9.Hatidi ma adhivhetiπŸ§‰. 10.πŸ›‘πŸ›‘πŸ›‘KANA IRI NGUVA YEMAKOPE HAPADIKWI DZIMWE NYAYA KANA MIBVUNZO,,ZVOSE IZVOZVO ZVINOZOITWA KUDUDZIRWA KWEMAKOPE KWAPFUURAπŸ›‘πŸ›‘πŸ›‘πŸ§‰.

700+ membersSNA

Huswa;sora;miti;mhuka nechivanhu chedu

No voicenotes No audios No vulgar No links of other grps Kwete kutukana uye kwete kushorana Munhu wese wakasununguka kutipa maRemedies pano tibatsirane Ukaona wavingwa kuInbox neumwewo munhu asiri admin achitaura zvekurapa ziva hazvinei neGrp or admin haana chekuita nazvo Munhu anoda rubatsiro zveidi kwete miedzo taura naAdmin KuInbox kwaAdmin usaenda nemiedzo ndapota zvikuru

600+ membersSNA

πŸͺ΄πŸͺ˜ CHIVANHU CHEDU, TSIKA NEMAGARIROπŸͺ˜πŸͺ˜

*Chivanhu* zvinoreva bumbiro retsika, mitemo, magariro nemafungiro evaShona. No links No porn No stickers No kutukana No audio No English Makope tinoisa kubva na 5am kusvika 11:00am Vanodudzira vachidudzira makope edu πŸ‘πŸΎπŸ‘πŸΎπŸ‘πŸΎπŸ‘πŸΎπŸ‘πŸΎπŸ‘πŸΎ Tinobatsira zvekare vana chiremba vari muno vabati vematare ,vanezvinonetsa ,matambudziko akasiyana siyana ,anorapwa achipera Gogo Hwesa [contact hidden] Sekuru Hungwe [contact hidden] Ava ndivo vabati vedu veMatare inbox vanokubatsirai [link hidden β€” subscribe to view]?mode=ems_copy_t

500+ membersSNA

SORA MITI ZVINORAPA KUCHIVANHU GROUP 1

KUVANDUDZWA KWEZVIPO NEKURAPWA KWEZVIRWE πŸ”§πŸͺ¬ MAKADII VAZUKURU MOSE TINOKUGAMUCHIRAI MUDARE GROUP NDEREKUBATSIRWA VANHU CHETE VANENHAU DZAVANODA KUBVUNZA ZVINGAVA ZVINEYSO MAKASUNUNGUKA KUTAURA [contact hidden] NO LINKS ❌ NO KUTUKANA ❌ NO POLITICS ❌ NO NUD PIC ❌ Kubatsirwa MATAMBUDZIKO AKASIYANA chete Kna ukatadza KUTEVEDZERA MUTEMO ENDA PANZE NDATENDA πŸ™ SIYABONGA πŸ‘

500+ membersSNA

KURAPANA Ne MITI YECHIVANHU

Kurapwa kwevarwere ,hope nedudziro ,kutambanudzirwa huvhimi,manjuzu ,kuburitsa mudzimu nhamba dzasekuru 0715129026 chero urikurefu unobatsirwa

400+ membersSNA