CommunitiesDZIDZISO DZECHIVANHU 6

DZIDZISO DZECHIVANHU 6

700+ membersSNA

About this community

1.Dare rino ndereChivanhu kudzidza nekudzidzisa chivanhu🧉. 2.Kududzirwa kwemakope kubva mangwanani kusvika na 11:30 mangwanani 🧉. 3.Hatitenderi Chingezi tinotaura nerurimi rwaamai mudare 🧉. 4.Hatidi kutukana nekushorana, kutaura zvinyadzi nekutsoropodzana mudare 🧉. 5.Hatitenderi dzimwe nhawu dzisineyi nechivanhu mudare 🧉. 6.Hatidi maLink emamwe matare muno mudare 🧉. 7.Hatidi mavhoisi recodhi muno mudare 🧉. 8.Hatidi masitika 🧉. 9.Hatidi ma adhivheti🧉. 10.🛑🛑🛑KANA IRI NGUVA YEMAKOPE HAPADIKWI DZIMWE NYAYA KANA MIBVUNZO,,ZVOSE IZVOZVO ZVINOZOITWA KUDUDZIRWA KWEMAKOPE KWAPFUURA🛑🛑🛑🧉.

SNA
Unlock / View Community

Verified invite link, member details and advertising options on WhatsAd.

Related communities

Dzidziso Dzekushava Nemibato Wemaoko

DARE RINO NDEREKUSHAVA .Vanotsvaka mibato yemaoko .Vanemabasa nevarikutsvaka .Vanotenga nevanotengesa KANA WASENDA BASA RAKO UNONYORA NEKWAUNOBVA RULES .MUSASENDA MAMWE MAGROUP LINKS ❌ .MUSASENDA MAPORNO VIDEOS .MUSASENDA MASHOKO EZVINYADZI ❌ .MUSATUKANA❌ .Zvekumhoresana ngazviitwe zvishoma .Muno hamusi memakope .Ngatisashore zvashambadzwa nemumwe .Kana pane waunoziva Kuti ane hutsotsi kurumidzai kuudza ma admin adzurwe .Musatumire Mari cash on delivery .Isa picture yechinhu chauri kushambadza,price yacho,kwachinowanikwa,location TEVEDZERAI MITEMO HAMA DZANGU 👏👏👏👏👏👏👏

500+ membersSNA

Dzidziso dzemachembere

Idare rekudzidzisana kuvaka musha. Hamudiwe ma sitika Hamudiwe varume. Idzidziso dzemachembere. Tinotaura nemutauro wedu. Vese vanematambudziko nemibvunzo makasununguka kuvhunza. Uye hatidudzire makope mudare rino.mukadzi wese akasungunuka kutaura dambudziko rake ,kana kupakurira vamwe mazano

300+ membersSNA

CHINYAKARE NETSIKA DZECHIVANHU GROUP NUMBER 01

*Mukundazvose🙏🏻* *Tikutambirei mudare raSekuru Mukanya vazukuru🤝.* *Group rinoshanda seizvi..👇* 1.Tovhura group nemunamato wa6 2.Matestimonies anokandwa mugroup 3.Hunzai hope nekududzirwa kwadzo kubva na6am-9am 4.Sekuru vanenge vave mumatare nevazukuru pangave paphone kana kumba 5.Matare epano anobhadharwa uye hakuna anodyirwa mari kana anodzoka achiti zvaramba *Mari dzematare👇* Zimbabwe. US$130 South africa R2500 Botswana. P2200 Namibia. R2500 Zambia. US$150 Mozambique. US$150 6.Number dzaSekuru vanobatsira [contact hidden] calls /whatsapp sunungukai kutaura navo inbox 7.Sunungukai kuvhunza zvamungada kunzwisisa mobatsirwa. 8.Kuvharwa kwegroup nemunamato wa9pm 9.No Audios amwe malinks kna masticker uye zvese zvisinei nematare 10.Ngatisamhure kuzvidza kana kunyeya matare ukangodaro unozvigokera jambwa usazochema. 11.Ngatiremekedzei zvido zvematare kana uchipesana nazvo makasununguka kubudai henyu. *Ndadzoka zve ndichiti* 1.matare asekuru kana muchibatsirwa siyai zvebonde nevanhu vese vese 1 wako iyeye bhoo 2.musauya muchidakuidza matare .matare ano anobetsera wabhadhara 3.bhadhara kuti uyambuke urambe zvee uchibatsirwa chero dambudziko 4.musashoora kana kunyeya matare ano anonzwa 5.bopoto kuvazukuru kwete matare haadi noise anokuramwai 6.urikunguva or period usaita hazvishandi 7.hope muno mugrup kwete kuinbox inbox ndeyedambudziko panzwisisei hope hadzisvodesi musaisa sekuru pamuedzo mapanzwa 8.tevedzerai zvamunemanzi muite nenguva kuti muyambuke 9.zvawaudzwa kuti uyite usaudza munhu ita zvinhu zvako wega wayambuka usazokanganwa kutenda homwe kuti irambe inesimba rekukubatsirai kutenda chipo 10.pano pazambuko razvose urwere ,rureshenishipi🫢😂ikunetsa ,kuwana basa,vakatizwa nevarume,marwei anetsa anyway dambudziko rese haro Matare ano haarombesi munhu Ndatenda achabata izvi achabatsirika hama munashe *NDATENDA🙏🙏🙏*

200+ membersSNA

DZIDZISO DZEBONDE & SEX VIDEOS🔥🔥🔥

No Link 🚫🚫 No kurombesa🚫🚫🚫 Kutukana 🚫🚫 PornYes takabaya No audios

100+ membersBUM

DZIDZISO DZECHIVANHU NEMATARE GRP1

UCHIPINDA VERENGA MITEMO UNOTENDERWA KUBVUNZA ZVAUNODA MAERERANO NECHIVANHU. Muno tinobata nhau dzose dzinechekuita nechivanhu Matare munouya kumarondera Kufona kana app Munouya inbox wose wakasununguka wanoda kubatsirwa. Muno hatirombesi tinoda matare akachena wane midzimu inodakugadzirwa kana manjuzu 🧜‍♀️🧜‍ Wanoda rukaho munouya mese mukadzi nemurume Wakasungwa nhengo dzisirikushanda huyai tisunungure nyangwe kachira kakayeredzwa hazvina basa Wasina mbereko Wanetswa nechihure mumba huyai tidzikamise munhu. *WANODA KUPINGIRWA MISHA ISAZVIKA WAROYI* *wanoda kupingirwa musha kuti musabirwa nembavha* Wanoda kupingirwa musha kuti usvike muroyi aripo pamba ipapo. Wane midzimu irikuramba kubuda. Makasununguka kuuya inbox matare $20.

100+ membersSNA

Dzidziso DzeChivanhu 2

⛔️⛔️⛔️Mitemo YeDare⛔️⛔️⛔️. 1️⃣.Munhu wese akasununguka kutaura nekubvunza zvaasinganzwisisi pamafambiro eChivanhu achibatsirwa🏈🏉. 2️⃣Tinodudzira makope kubva kuseni kusvika na 11:30 kuseni ikoko,,uye kana nguva iyi yadarika hapachina munhu achabvumirwa kuisa makope ake,,Zvakare panguva iyi hapana munhu anobvumirwa kukwazisa,,kubvunza kana kuita chimwe chinhu,,nguva iyi kungonyora makope ako chete wonyarara vanodudzira vachidudzira muchiona dudziro dzenyu🏈🏉. 3️⃣Mudare muno hamubvumirwe kutaura Chingezi kana kuti Chirungu kunyange kana vara rimwe zvaro unobudiswa🏈🏉. 4️⃣Hatide maringi emamwe magurupu pano🏈🏉. 5️⃣Hatidi masitika muno🏈🏉. 6️⃣Hatidi mavhoisi rekodhi muno 🏈🏉. 7️⃣Hatide kutukana kana kushorana muno🏈🏉.♦️♦️♦️

100+ membersSNA