Sell or Monetize Your WhatsApp Groups, Channels, or Status — No CommitmentsGet Instant Cash Offer

Search the WhatsAd Community Intelligence index of WhatsApp groups to find the best ones.

1 result in the WhatsAd group index

Dzidziso Dzebonde + Wanano by tete Kuda,uncle Jaboona,uncle 1Slice👏

100+ membersSNA

About this community

🫂🫂🫂

SNA
Join Group

Verified invite link, member details and advertising options on WhatsAd.

More WhatsApp groups like this

Search more →

VARIPAKUTSVAGA WANANO 20 TO 80 YEARS 🫂👩‍❤️‍💋‍👨👫.❤️❤️,ONLY SINGLES VARUME NEVAKADZI

Muno tinoda avo vava serious kuda kuvaka imba kwete zvemujolo kana urikutsvaga mujolo usapinda zvako muno .chekutanga uchipinda time full pic zita ,number yemakore ,number yevana,uye kwaunogara nehealth status yako uye kuti urikutarisira kuva nemunhu akaita sei muupenyu hwako ❤️❤️❤️👩‍❤️‍💋‍👨👩‍❤️‍💋‍👨👩‍❤️‍💋‍👨,*THIS PLATFORM IS ONLY FOR SINGLES, SURTADAY AND SUNDAY IPIC DAY MUNHU WESE,, NGACHIPFUTE CHIMOTO CHERUDO LETS GOO 🕯️🥰🥰 no links. Kna warambwa usatuka munhu pliz

900+ membersSNA

WANANO YECHOKWADI SINGLES AND SEARCHING VAKADZI KUTANGIRA PA20YRS VARUME PA25YRS.

*WANANO YECHOKWADI SINGLE AND SEARCHING GROUP RULES!* Strictly for single people age kuvanhukadzi toda 20 zvichikwira kuvarume 25 zvichikwira,,,hatidi vanhu vane vanhu wavo muno *Every Saturdays and Wednesdays it's pic day 📸 everyone participates. * Awana wake munotenderwa kuisa grid or selfie kuti munhu wako asazoenderwe neumwe. * No kutukana❌️ * No kushorana ❌️* Nyaya dzekumaInbox ngadziperere ikoko tapota.❌️ * No links ❌️ * No Zvinyadzi ❌* No stickers ❌️* No Videos❌️ *voice call anoitwa chete kutanga na20:00 husiku.

800+ membersSNA

DZIDZISO DZECHIVANHU 6

1.Dare rino ndereChivanhu kudzidza nekudzidzisa chivanhu🧉. 2.Kududzirwa kwemakope kubva mangwanani kusvika na 11:30 mangwanani 🧉. 3.Hatitenderi Chingezi tinotaura nerurimi rwaamai mudare 🧉. 4.Hatidi kutukana nekushorana, kutaura zvinyadzi nekutsoropodzana mudare 🧉. 5.Hatitenderi dzimwe nhawu dzisineyi nechivanhu mudare 🧉. 6.Hatidi maLink emamwe matare muno mudare 🧉. 7.Hatidi mavhoisi recodhi muno mudare 🧉. 8.Hatidi masitika 🧉. 9.Hatidi ma adhivheti🧉. 10.🛑🛑🛑KANA IRI NGUVA YEMAKOPE HAPADIKWI DZIMWE NYAYA KANA MIBVUNZO,,ZVOSE IZVOZVO ZVINOZOITWA KUDUDZIRWA KWEMAKOPE KWAPFUURA🛑🛑🛑🧉.

700+ membersSNA

Dzidziso Dzekushava Nemibato Wemaoko

DARE RINO NDEREKUSHAVA .Vanotsvaka mibato yemaoko .Vanemabasa nevarikutsvaka .Vanotenga nevanotengesa KANA WASENDA BASA RAKO UNONYORA NEKWAUNOBVA RULES .MUSASENDA MAMWE MAGROUP LINKS ❌ .MUSASENDA MAPORNO VIDEOS .MUSASENDA MASHOKO EZVINYADZI ❌ .MUSATUKANA❌ .Zvekumhoresana ngazviitwe zvishoma .Muno hamusi memakope .Ngatisashore zvashambadzwa nemumwe .Kana pane waunoziva Kuti ane hutsotsi kurumidzai kuudza ma admin adzurwe .Musatumire Mari cash on delivery .Isa picture yechinhu chauri kushambadza,price yacho,kwachinowanikwa,location TEVEDZERAI MITEMO HAMA DZANGU 👏👏👏👏👏👏👏

500+ membersSNA

WANANOYEPACHOKWADI

300+ membersLUN

Dzidziso DzeChivanhu 1

1.Mitemo YeGurupu Munhu wese akasununguka kutaura pamwechete nekubvunza zvaasinganzwisisi pamafambiro echivanhu achibatsirwa🥝. 2.Tinodudzira makope kubva kuseni kusvika na 11:30am makuseni,,,hamufaniri kuisa makope enyu 11:00 dzadarika🥝🪘. 3.Mudare rino hautaurwe Chingezi kana vara rimwe zvaro,,tinotaura rurimi rwaamai🥝🪘. 4.Hatidi maringi emamwe magurupu🥝🪘. 4.Hatidi masitika🥝🪘. 5.Hatidi kutukana nekushorana mudare Rino🥝🪘. Hatidi ma Voice records mudare muno🥝🪘🪘🪘.

300+ membersSNA