Welcome to Dzidziso Muwanano, chinangwa che group kubatsirana ma Issues tosangana nawo mudzimba, kunze, kuvana, zvose zvinobata ma marriages edu. Kana paiswa topic plz no kutumirazvimwe zvisinei ne topic, no videos pano nema pics Kuenda ku inbox kwemumwe❌ Stickers❌ Zvimumu❌ Porn❌ Voice recording ❌ Other links❌ Kutukana❌ Pics❌
Verified invite link, member details and advertising options on WhatsAd.
1.Dare rino ndereChivanhu kudzidza nekudzidzisa chivanhu🧉. 2.Kududzirwa kwemakope kubva mangwanani kusvika na 11:30 mangwanani 🧉. 3.Hatitenderi Chingezi tinotaura nerurimi rwaamai mudare 🧉. 4.Hatidi kutukana nekushorana, kutaura zvinyadzi nekutsoropodzana mudare 🧉. 5.Hatitenderi dzimwe nhawu dzisineyi nechivanhu mudare 🧉. 6.Hatidi maLink emamwe matare muno mudare 🧉. 7.Hatidi mavhoisi recodhi muno mudare 🧉. 8.Hatidi masitika 🧉. 9.Hatidi ma adhivheti🧉. 10.🛑🛑🛑KANA IRI NGUVA YEMAKOPE HAPADIKWI DZIMWE NYAYA KANA MIBVUNZO,,ZVOSE IZVOZVO ZVINOZOITWA KUDUDZIRWA KWEMAKOPE KWAPFUURA🛑🛑🛑🧉.
DARE RINO NDEREKUSHAVA .Vanotsvaka mibato yemaoko .Vanemabasa nevarikutsvaka .Vanotenga nevanotengesa KANA WASENDA BASA RAKO UNONYORA NEKWAUNOBVA RULES .MUSASENDA MAMWE MAGROUP LINKS ❌ .MUSASENDA MAPORNO VIDEOS .MUSASENDA MASHOKO EZVINYADZI ❌ .MUSATUKANA❌ .Zvekumhoresana ngazviitwe zvishoma .Muno hamusi memakope .Ngatisashore zvashambadzwa nemumwe .Kana pane waunoziva Kuti ane hutsotsi kurumidzai kuudza ma admin adzurwe .Musatumire Mari cash on delivery .Isa picture yechinhu chauri kushambadza,price yacho,kwachinowanikwa,location TEVEDZERAI MITEMO HAMA DZANGU 👏👏👏👏👏👏👏
No link No voice notes No porn video ,no videos No stickers No kutukana Group members uchipinda Pic age location name number of kids Saturday Pic day munhu wese no gride nemunhu wausati waonana nhaye awana wake zivisai group ne Pic kwete gride matadza kuzowirirana dzokai mu zivise group moyananiswa zvaramba motenderwa kunge muchisiyana murunyararo murudo mukadzi murume anemusha wake no muno no 2/2 ku ibox yako 1 zvaramba hoyedza zvimwe muno kurorana Chete ma jokes itai mashoma anenyaya yake Kanda ubatsirike semhuri umwe anemubvunzo bvunza group . A. awana wake unobuda ma kugarisana matenderana kubuda mozivisa group moenda henyu ndatenda 👏👏👏👏👏👏
Idare rekudzidzisana kuvaka musha. Hamudiwe ma sitika Hamudiwe varume. Idzidziso dzemachembere. Tinotaura nemutauro wedu. Vese vanematambudziko nemibvunzo makasununguka kuvhunza. Uye hatidudzire makope mudare rino.mukadzi wese akasungunuka kutaura dambudziko rake ,kana kupakurira vamwe mazano
Introduce yourself Name Pic Age location number of kids Hello group No porn, No valgur words, No links, No kutukana ,No nudes, Awana wake grid Kuna Admin murudo murudo gyz 👏👏👏 thank you nekunzwisisa Pic day sartday and sunday❤️❤️❤️
No Link 🚫🚫 No kurombesa🚫🚫🚫 Kutukana 🚫🚫 PornYes takabaya No audios