CommunitiesJOHANE MASOWE CHISHANU

JOHANE MASOWE CHISHANU

300+ membersSNA

About this community

Tinoda mharidzo maverse kwete zvinyadzo vatendi πŸ™πŸ½πŸ™πŸ½πŸ™πŸ½

SNA
Unlock / View Community

Verified invite link, member details and advertising options on WhatsAd.

Related communities

JOWANI MASOWE ECHISHANU EGARARIYAπŸ™πŸ»πŸ™πŸ»πŸ™πŸ» GRP 02....call 0788880073

Madzibba Kreby vanowanika muharare mu southlea park ndirikut huyai mose nematambudziko enyu vakabirwa vanedzimba dzirikunetsa vanetswa nanamarwei vanehurwere hwakasiyana siyana ndinokubatsirai varikure ndinosvika fonai munodairwa nekukasira pa 0788880073

700+ membersSNA

JOHANE MASOWE CHISHANU WπŸ’“NπŸ’—NπŸ’

Uchipinda introduce yourself , Name , age, full pics, location, voice recorder, number of child Hatibvumire ma links amwe , zvinyanzi , kushora, kutuka , porn zvese zvisiri zvemasowe remove you Pano tinoimbaa nekuparidza nekudzidzisana zvekumasowe cht , ma video, mharidzo, audio ,pics ekumasowe anobvumidzwa Sartuday and Sunday pic days munhu wese anodzokorodza kuisa pics Nyaya dzekuma inbox hadzidiwe Pano ngazviperere ikoko block and delete Pic remunhu akaisa Pano tinoisa comment yakanaka chete hatibvumire vanhu vanoiti ichembere harahwa mudiki hamusirimi mamuudza muno kutuka kushora pic remove you Ndinoda yangu nyenyedzi β˜€οΈβ˜€οΈβ˜€οΈ

400+ membersSNA

Masowe echishanu nyenyedzi nomwe

Kwazwiwai Hwaidzababa munotokutambirai nemufaro muchibatsirwa pachena nekududzirwa kwe hope Asi tinemitemo yemuno inoda kuteedzerwa usakaruka wa kunze kwemusha βœ…βœ…πŸ’₯β­πŸ’« 1 Uchida kubatsirwa uno send picture rako kana uri madzimai unosenda picture rako unedhuku kana hat wakapfeka hembe inovhara mapfudzi sket ino vhara mabvi zviremba zvouy zvoita basaβœ…βœ… 2 warota hope usanyora record tumira picture rako zviremb zvikasike kunzwa nekuti kuverenga vamwe avakwanisi uye wapihwa dare record uchipindura zviremba βœ…βœ… 3 Atiisi ma links mu group rino❌️❌️ 4 Ati phone mugroup🚫🚫 5 Vaimbiri tinotambiraβœ…βœ… 6 Urichiremba unouya kunezvimwe zvirembaa tokunzvera autangi kuporofita nekuti hwai dzirikurasiswa pasina kuuyaa kuzviremba une watyora mutemo ma admin anoita basa rawo πŸ’₯ 7) kana wabatirwa dare batai pane record yachiremba akataura newe anouya nekuchimbidzaβœ…βœ… 8 Munobvumidzwa kuisa zvinechinamato mukati zviremba zvisiri pagwanzaβœ… NB. Mukatevedzera mutemo yes iyi ndofunga tobatsiridzana zvakanaka Tatende🧎🏼🧎🏼πŸ’₯πŸ’₯πŸ’«πŸ’« Nyenyedzinomwe Chishanu⭐⭐⭐πŸ’₯🚩🚩

400+ membersSNA

Nguwo dzemasowe,mat,shirt

Vanoda nguwo dzemasowe , majacket ,mashort ,mishwede yanamai Nana bba nemitengo yakaderera chero kwamuri totumira

300+ membersVEN

VAIMBIRI MASOWE JERUSAREMA

Tinoda mavhesi ekumasowe nemharidzo dzekumasowe nedzidziso dzekumasowe.

300+ membersSNA

MASOWE KUDUDZIRA KWE HOPE

NO RECORD KU IN BOX KWE MUNHU NO KUTUKANA NO PORNO NO KUNYENGANA NO LINK NYASHA PA MBERI PEKUTENDA AKUNA ZVINORAMBA NA MWARI

200+ membersSNA