CommunitiesMatare eMidzimu, Mhondoro,maSvikiro neMakombwe naGogo Hwesa πŸ€πŸ‘πŸ‘πŸ‘πŸ‘

Matare eMidzimu, Mhondoro,maSvikiro neMakombwe naGogo Hwesa πŸ€πŸ‘πŸ‘πŸ‘πŸ‘

73 membersSNA

About this community

No group link No kutukana No stickers No audio Tinobatsira zvakawanda muno muChivara Kusimudza dzimu rakatsipikwa Kusimbisa dzimu Kubata zvikwambo Kurapa vanorwara Kudzora mudiwa Luck pabasa nekusimudzirwa Nezvimwewo zvakasiyana siyana Makope tinoisa kutanga na5:00makuseni kusvika na11:30 makuseni Vanobatsira mudare medu muno ndivo vanotevera avo Gogo Hwesa Sekuru Lungah πŸ‘πŸ‘πŸ‘πŸ‘

SNA
Unlock / View Community

Verified invite link, member details and advertising options on WhatsAd.

Related communities

MATARE ECHIVANHU ANOSHANDURA HUPENYU NASEKURU PHIRI NEMUTURIKIRI WEMATARE 2025 CHINJA HUPENYU πŸ’ΈπŸ’ΈπŸ’ΈπŸ’ΈπŸ’ΈπŸ’Έ

*IMWE NGUVA WAKATOMBOZVIITWA.* *VANOKUMBIRA CHANGE KWAURI KANA KUTENGA CHINHU CHIDIKI* *KWAURI VOENDA HAVO.* *MUSHURE MENGUVA DIKI POWOTI NDITARISE MARI YANGU WANIKWE DZANGOVE HOMWE* _*TEERERA MA AUDIO NDIKUPANGIDZE KUTI ZVINOITWASEI*_ *WHITE MAGIC MONEY TRICK IT'S AN ART NOT RITUAL.* *_HAKUSI KUROMBA UYE HAZVINA MHIKO KANA ROPA_*

400+ membersSNA

MATARE ECHIWANHU NA CHIREMBA TICHAFA MANDEYA FROM HONDE VALLEY

Munogamuchirwa Na CHIREMBA MANDEYA from HONDE VALLEY kudzosa zvakabiwa,kugadzira misha Pfuma yechiwanhu isina ropa remunhu mukati isina mhiko Kuita mari nehama yako yakafa kare Chikwambo chepfuma kungawa kumabasa woita hupfumi hwakawanda munguwa shoma pasina kurwadziwa kana ziya Kubvisa zvikwambo mumisha nekurombera zvikwambo Kurapa wanorwara pfungwa, wanodhonha nhutu KUROMBESA HUN'ANGA, KUGADZIRA WAPOROFITA WEMASHURA UCHIBVISA ZVITSINGA

400+ membersSNA

Sora nemiti zvinorapa group 5 nagogo mamoyo mumatare

Hatide mamwe malink❌❌ Hatide majokes❌ Hatide ma audio ❌ Hatidudzire hope ❌ Hatide majokes❌ Atide vanoshoora vamwe kana vataura nyaya yavo ❌ Hatide zvimumu tinoburitsa❌Mutauro toshandisa rurimi rwamai bedzi Pano tinokanda ma remedy mugroup kuinbox kwa gogo kana kwa sekuru kunoendewa nevanoda kupinda pamatare vanoda kurondwa matare Vanoda kupinga musha kuti usasvikwe nevaroi kana. Mbavha tibatei kuinbox βœ… Vakabirwa vanoda kuti dzidzokeβœ… Vakabata mishonga vakaromba vanoda kubvisirwa mishonga ne zvikwambo βœ… Vanoda kuromba vanoda instant money Vanoda magic ring ndibatei kuinbox Vane dzimba dzanetsa kumira Varikutsvaga Mabasa Vanoda chaunga pabasa Vanochera goridhe vanoda kuwana ndarama yakawanda Vanoda kusimudzirwa pabasa Vane hama dzinopenga ndibatei Vane pfari Vane cancer Ndibatei nemamwe matambudziko andisina kudoma huyai tikurukure Vanoda rukawo Vanetseka nembereko Ndibatei nhasi uno kuinbox kwangu pa 0785838949 kana kubata sekuru Nzou pa 0785937679 πŸ‘πŸΌπŸ‘πŸΌπŸ‘πŸΌπŸ‘πŸΌπŸ‘πŸΌπŸ‘πŸΌπŸ‘πŸΌπŸ‘πŸΌπŸ‘πŸΌπŸ‘πŸΌπŸ‘πŸΌπŸ‘πŸΌ Hakuna matare anoitwa mahara vazukuru matare anotangira pa 50 dollars

400+ membersSNA

CHIREMBA SORA NEMITI πŸŒ΄πŸ©ΊπŸ’‰πŸ’ŠGROUP OF DOCTORSπŸŒ΄πŸƒπŸͺ΅πŸŒ±πŸ’Š ZVINORAPA.NEMATARE GROUP 11

NO AUDIOS NO VIDEOS NO PICTURES nΓ± NO LINKS NO EMOJI TINOTAURA SHONA PLI PLIZ HOPE DZINOISWA BEFORE 11AM TODA KUBATSIRANA MATAMBUDZIKO ACHIPERA MUNO WESE ANERUZIVO RWAAANARWO NGAATAURE UYE PANEMAMWE MATAMBUDZIKO ASINGADE MA REMEDY ANODA CHIPOROFITA NECHIVANHU TIPQNGWARIRE IPAPO UNGADA KUBATSIRWA KANA KUBATSIRA WAKAAUNUNGUKA KUTAURA NEPAUNOZIVA NAPO TESEBTINOZIVA UYE TESE TINODA KUBATSIRANA TODA VANOTAURA KWETE KUTI ZIII USABIKIRA MURUME KANA MUKADZI MUFUHWIRA WEKUNZWA NEVAMWE ENDA KUNEVANOZVIGONA VOKUPA ZVINHU ZVISINGAZOKUVADZD MUDIWA WAKO Ndinehurombo nevachatumira zvisingaenderani negroup nekut muchabudiswa.Vanoda kubatsirwa indai kuma inbox kwema Admin egroup rino. 1. Hatidi tumalink twekumwe. 2.Hatidi kutukana zΓ±f 3. Ngatidzoraneyi zvine mutsa. 4. Hatiindiran Kuma inbox nhau unotaura mugroup asi kana nhau yako isingad pavanhu 5. Usapera moyΓ±no nekusapindurwa vanhu vanobatika 6.kana uri munzwi wemweya taura tikuzive πŸ™πŸ™πŸ™πŸ™ tsitsi rudo nerunyararo tichagona kufadza ngrozi dzedenga Paridzai, imbai nekunamata kubatsirana zvese ... ndatenda vanhu vamwari UNGAVA UNE KWAUNOZIVA KUNOYAMBUTSA VANHU TAURA KWANA CHAUNOZIVA CHINOBATSIRA TAURA TODA MA TESTMONY

300+ membersSNA

Dare remanjuzu ,masvikiro nemhondoro

munotinobatsirana zvechivanhu ,hope nedudziro ,mbira nehosho uye tinoisa marememedy vanoda kubatsirwa munouya inbox kwasekuru 0715129026 sekuru vanobatsira zvakawandisa

200+ membersSNA

ZVIRWERE NEMARAPIRWO AZVO/HOPE NEDUDZIRO/MATARE ECHIVANHU

ZVIRWERE NEMARAPIRWO AZVO /HOPE NEDUDZIRO/CHIVANHU /MASVIKIRO NEMHONDORO Makope tinoisa kubva na3 am kusvika na9am Hatidi amwe malinks asinei neboka rino Vanematare anoda kutambanudzwa Vane zvirwere zvakaita segomarara Pfari Jeko Masari Vasingazive mitupo yavo Vanoda kuziva madzinza avo Vanoti imba yaramba Vaya vanoshandiswa vaya Vakatsingwa vaya Varikuti mumusha medu mune urombwa Varikuti ushavi wakavharika 0774263086/0776755858 Kutukana muno kwete kwete yanano sevana vemunhu umwechete Mweya watinofema unobva pachirangano chimwechete Ada kutamba sepwere maadmin kandai panze Pano hapaitwe zvepolitics pano Munhu wese ngaasununguke panzira dzepamavambo nhaika Mbira Nziyo nemavideo tinokanda zvakare Pano tinonyora kwete kukanda mavoice note kwete kwete

200+ membersSNA