Vaporofita nevadudziri wehope

46 membersSNA

About this community

Tomukwazisai mose vapinda Muzita RaJesu.Muno mugroup hatitenderi zvinyadzi.kutukana.kushorana I group rinoyera.Munobetserwa vanhu hope.chiporofita vose vanematambudziko tinobetserana sevana VaMwari.Anechipo chekuporofita vanhu ngavabetserwe.Anechipo chekududzira hope vanhu ngavadunzirwe hope Mahara

SNA
Unlock / View Community

Verified invite link, member details and advertising options on WhatsAd.

Related communities

VAPOROFITA VAROTI VARATIDZWI VAKATUMWA KUSUNUNGURA PASI RINO✝️✝️✝️🙏🏻

Kwaziwai vatendi muno vanzwi vengoñi sungunukai kubatsira vatendi kududzirwa hope vanoratidzwa vakatumwa kusunungura Africa atidi vanotukana Hatidi malink hatidi masangoma kudzidza nekudzidzisana nekuimba maverse echishanu nekuparidzirana hwai dzichiyambuka hatidi No links,No pictures unless wanzi Kanda pic, vanopfimbana mugroup zvekare atyora mutemo anokandirwa kunze kwedare✝️✝️✝️🙏🏻

62 membersSNA

Chiremba Chematare,kududzirwa kwehope uye dzidziso dzechivanhu naSekuru Sinyoro

Makadii vazukuru vaSekuru Sinyoro muno munoitwa zvinotevera👇🏿 1.Kudzidziswa zvechivanhu, 2.Kududzirwa kwehope kubva mangwanani kusvika na11am. 3.Kurapwa nematare 4.Kumutsa mudzimu 5.Kubatsirwa zvemanjuzu 6.Kugadzirirwa/kutsigisa musha. 7.Vanetseka nembereko munobatsirwa 8.Vanoda mabsa kna mhanza yakanaka mukushanda matare anokuvhurirai. *Zvisingadiwe mugroup* ↪️Musaisa malinks emamwe magroups. ↪️Hatidi vanotukana, ↪️Hatidi kushorana kana kuzvidzana. ↪️Hatidi vanotaura zvinyadzi ↪️Musaita maaudios *NB.Vanoda kuvhunza kana kubatsirwa nematare munoenda kuinbox kwaSekuru Sinyoro phone number dzavo idzo [contact hidden]*

44 membersSNA

KUDUDZIRWA KWEHOPE NECHIPOROFITA GROUP 2

#)TINOZVIZIVISA MAZITA EDU NEKWATINONAMATA,VAPOROFITA VANOSUNGIRWA KUTANGA VAZVIZIVISA KWAVANOBVA KWAVANONAMATIRA #2HATITENDERE MALINKS,ZVINYADZI,KUTUKANA❌ #3)VAPOROFITA,VADUDZIRI VANOTENGERWA DATA NEMI VATENDI. #4)MAZITA NGAANYORWE ZVINE RUKUDZO KANAKUTI CHIREMERERA. #5)TINOKUMBIRA HOPE, MHARIDZO KUKWAZISANA,ZVISASANGANISWE. #6)TINOBATSIRA PACHENA,ASI VATENDI VANODA ZVEKUTENDA VAPOROFITA, VATUNGAMIRIRI VENYU HAMURAMBIDZWE. #7) HATITENDERI MUPOROFITA ANOSANGANISA ZVEMUDZIMU NECHINAMATO. #8)MUKAISA HOPE MUKAONA DZANONOKA KUDUDZIRWA MUSAORE MOYO DZIKARAMBA DZICHISARA DZIDZOSEI KANA KUBATA MA ADDIMIN.

38 membersSNA

Chiporofita neKududzirwa kweHope

Ichipinda Isa pik Zita surname wobatsirwa no zvinyadzi ,no links,no godobori

37 membersSNA