Huyai mubatsirike nekuponeswa. Hope dzese dzine chirevo 0718041756 No stickers,No links,No porno,No videos,No Audio Tokuridzira mutauro wakanaka ndatendahttps://wa.link/1yos4b
Verified invite link, member details and advertising options on WhatsAd.
KANA MUCHQNGOPINDA .TOKUMBIRAWO KUZIWANA 1.KNA UCHIDA KUBASTIRWA UNOISA PHOTO NEZITA CHTE 2.kuimba kwekumasowe mavesi matatu pazazuva 💥💥PAKUBASTIRWA USAPFURE. 3MINEST USIN KUPINDURA 3.mupofita ngaafambe pangwanza .. 4.NO LINKS HATIBVUMIRE MAGRP MUNO 5.kuin box kwemunhu kwete..KN USINA KUDAIDZWA ...mokasika kupindura. Hatitaure neasipo Wakabuda WABUDA usadzoke KUCHENGETA MUTEMO KUCHENGETA GUTA REDU By chiremba king 👑 782004220
Tinokugamuchirai paZambuko rehope nechiporofita sungunukai kukanda hope dzenyu kutanga na5 kusvika na9 inenge iri nguva yehope,kozotevera kundiso dzacho,kune nguva yekurapiwa kwezvirwere zvose nekuporeswa, koita nguva yekubatsirwa kwevanhu,hapana dambudziko rinonzi raita hombe muno varipo vakauya nematambudziko mahombe chaiwo asi akaperera muno Go back to sender Cancer Mbereko ichinetsa Kudzosa mudiwa akaenda namairwei Kubviswa munyama Kuwana basa Kusungurwa upenyu hwakasungwa Kubviswa mweya wechikwambo Vakasungwa Nezvimwe zvakasiyana siyana zvose zvinopera nezita raJesu Hatidi kutukana muno ndeme vatendi ❌ Kushorana hatidi❌ No other links allowed ❌ Kutaura zvinyadzi no❌ No stickers allowed ❌ Tinoremekedzana semhuri imwechete tichipana mazano eupenyu kuvaka maguta edu neshoko raMwari tichidzorana nebhaibheri sevakrsitu zvimwe muchaziviswa mavamuno ndatenda 🙏
g call 0718041756/ [contact hidden]
Kwaziwai vatendi muno vanzwi vengoñi sungunukai kubatsira vatendi kududzirwa hope vanoratidzwa vakatumwa kusunungura Africa atidi vanotukana Hatidi malink hatidi masangoma kudzidza nekudzidzisana nekuimba maverse echishanu nekuparidzirana hwai dzichiyambuka hatidi No links,No pictures unless wanzi Kanda pic, vanopfimbana mugroup zvekare atyora mutemo anokandirwa kunze kwedare✝️✝️✝️🙏🏻
*VAZUKURU MUNOTINOBATSIRANA MATAMBUDZIKO ESE ANOTAMBUDZA INGAVA PFUMA .URWERE MBEREKO.BSA ..ZVIRWERE ZVEPABONDE.UNGAVA USINGAZIVE DZINZA RAKO ..PINDA MATARE NASEKURU..UWANE GWARA REUPENYU....VANODA KUBATSIRWA VARI KURE TINOBATSIRA HAZVINEI KUT URI KUNYIKA IPI ..TIRI VEMATARE.🤝🤝🤝. UNE DAMBUDXIKO UNOSENDA PIC ZITA NEMUTUPO NEKWAURI...TIRI KUREVA VANE DAMBUDZIKO AVO VANOSENDA VOTI TODA KUVHENEKWA ..HAVANA MATAMBUDZIKO KUDA KUNGONZWA HAVO KUT TINOTIII....Zvino inbx yangu inoda marii handirape mahara ...vazukuru handiraramire nhororondo dzako ....* _INBX TINODA VARI SRS VANODA KUPONA KWETE KUDA KUNDIYEDZA..UNOZVIPA MUNYAMA WAKAIPA TODA VARI PACHOKWADII..._👏 *GO BACK TO SENDA💥💫 INOBHADHARWA...MHIKO ,MUSHONGA HAZVIPIWE MAHARA KANA WAUYA INBX USATI HANDINA MARI HAKUNA MUSHONGA UNOBUDA PASINA MARII ..ZVINOTOPFUPIRWA..VAZUKURU.* HOPE TINORAURA KUBVA NA 6AM KUSVIKA NA 12 ...PM .. MA TESTIOMY NEDZIDZISO TINOZVIDA PANO PAGRUP...TINENGUVA YEKUVHARA GRUP...REDU🔗🗝️
#)TINOZVIZIVISA MAZITA EDU NEKWATINONAMATA,VAPOROFITA VANOSUNGIRWA KUTANGA VAZVIZIVISA KWAVANOBVA KWAVANONAMATIRA #2HATITENDERE MALINKS,ZVINYADZI,KUTUKANA❌ #3)VAPOROFITA,VADUDZIRI VANOTENGERWA DATA NEMI VATENDI. #4)MAZITA NGAANYORWE ZVINE RUKUDZO KANAKUTI CHIREMERERA. #5)TINOKUMBIRA HOPE, MHARIDZO KUKWAZISANA,ZVISASANGANISWE. #6)TINOBATSIRA PACHENA,ASI VATENDI VANODA ZVEKUTENDA VAPOROFITA, VATUNGAMIRIRI VENYU HAMURAMBIDZWE. #7) HATITENDERI MUPOROFITA ANOSANGANISA ZVEMUDZIMU NECHINAMATO. #8)MUKAISA HOPE MUKAONA DZANONOKA KUDUDZIRWA MUSAORE MOYO DZIKARAMBA DZICHISARA DZIDZOSEI KANA KUBATA MA ADDIMIN.