Ищите в каталоге групп WhatsApp от WhatsAd, чтобы найти лучшие.
1 результат в каталоге групп WhatsAd
[link hidden — subscribe to view]
Проверенная ссылка-приглашение, данные об участниках и опции рекламы на WhatsAd.
Grp redu hatidi vanotukana Malinks Audios Politics Tinoda zvinowaka hupenyu hwevanhu ,hutano tinotambira vanouya kumainbox *Dare ramambo* rinematare atinoita kune anouya kumba kuzosangana namambo vanokubatsirai handizvose zvinopera nemaremedy zvimwe zvinotoda nyamunhu pachake kuti akundiswe saka sunungukai musha ndiwoyu
1.Dare rino ndereChivanhu kudzidza nekudzidzisa chivanhu🧉. 2.Kududzirwa kwemakope kubva mangwanani kusvika na 11:30 mangwanani 🧉. 3.Hatitenderi Chingezi tinotaura nerurimi rwaamai mudare 🧉. 4.Hatidi kutukana nekushorana, kutaura zvinyadzi nekutsoropodzana mudare 🧉. 5.Hatitenderi dzimwe nhawu dzisineyi nechivanhu mudare 🧉. 6.Hatidi maLink emamwe matare muno mudare 🧉. 7.Hatidi mavhoisi recodhi muno mudare 🧉. 8.Hatidi masitika 🧉. 9.Hatidi ma adhivheti🧉. 10.🛑🛑🛑KANA IRI NGUVA YEMAKOPE HAPADIKWI DZIMWE NYAYA KANA MIBVUNZO,,ZVOSE IZVOZVO ZVINOZOITWA KUDUDZIRWA KWEMAKOPE KWAPFUURA🛑🛑🛑🧉.