Ищите в каталоге групп WhatsApp от WhatsAd, чтобы найти лучшие.
1 результат в каталоге групп WhatsAd
1.Dare rino ndereChivanhu kudzidza nekudzidzisa chivanhu🧉. 2.Kududzirwa kwemakope kubva mangwanani kusvika na 11:30 mangwanani 🧉. 3.Hatitenderi Chingezi tinotaura nerurimi rwaamai mudare 🧉. 4.Hatidi kutukana nekushorana, kutaura zvinyadzi nekutsoropodzana mudare 🧉. 5.Hatitenderi dzimwe nhawu dzisineyi nechivanhu mudare 🧉. 6.Hatidi maLink emamwe matare muno mudare 🧉. 7.Hatidi mavhoisi recodhi muno mudare 🧉. 8.Hatidi masitika 🧉. 9.Hatidi ma adhivheti🧉. 10.🛑🛑🛑KANA IRI NGUVA YEMAKOPE HAPADIKWI DZIMWE NYAYA KANA MIBVUNZO,,ZVOSE IZVOZVO ZVINOZOITWA KUDUDZIRWA KWEMAKOPE KWAPFUURA🛑🛑🛑🧉.
Проверенная ссылка-приглашение, данные об участниках и опции рекламы на WhatsAd.
DARE RINO NDEREKUSHAVA .Vanotsvaka mibato yemaoko .Vanemabasa nevarikutsvaka .Vanotenga nevanotengesa KANA WASENDA BASA RAKO UNONYORA NEKWAUNOBVA RULES .MUSASENDA MAMWE MAGROUP LINKS ❌ .MUSASENDA MAPORNO VIDEOS .MUSASENDA MASHOKO EZVINYADZI ❌ .MUSATUKANA❌ .Zvekumhoresana ngazviitwe zvishoma .Muno hamusi memakope .Ngatisashore zvashambadzwa nemumwe .Kana pane waunoziva Kuti ane hutsotsi kurumidzai kuudza ma admin adzurwe .Musatumire Mari cash on delivery .Isa picture yechinhu chauri kushambadza,price yacho,kwachinowanikwa,location TEVEDZERAI MITEMO HAMA DZANGU 👏👏👏👏👏👏👏
Idare rekudzidzisana kuvaka musha. Hamudiwe ma sitika Hamudiwe varume. Idzidziso dzemachembere. Tinotaura nemutauro wedu. Vese vanematambudziko nemibvunzo makasununguka kuvhunza. Uye hatidudzire makope mudare rino.mukadzi wese akasungunuka kutaura dambudziko rake ,kana kupakurira vamwe mazano