Ищите в каталоге групп WhatsApp от WhatsAd, чтобы найти лучшие.
1 результат в каталоге групп WhatsAd
Проверенная ссылка-приглашение, данные об участниках и опции рекламы на WhatsAd.
Tinokugamuchirai paZambuko rehope nechiporofita sungunukai kukanda hope dzenyu kutanga na5 kusvika na9 inenge iri nguva yehope,kozotevera kundiso dzacho,kune nguva yekurapiwa kwezvirwere zvose nekuporeswa, koita nguva yekubatsirwa kwevanhu,hapana dambudziko rinonzi raita hombe muno varipo vakauya nematambudziko mahombe chaiwo asi akaperera muno Go back to sender Cancer Mbereko ichinetsa Kudzosa mudiwa akaenda namairwei Kubviswa munyama Kuwana basa Kusungurwa upenyu hwakasungwa Kubviswa mweya wechikwambo Vakasungwa Nezvimwe zvakasiyana siyana zvose zvinopera nezita raJesu Hatidi kutukana muno ndeme vatendi ❌ Kushorana hatidi❌ No other links allowed ❌ Kutaura zvinyadzi no❌ No stickers allowed ❌ Tinoremekedzana semhuri imwechete tichipana mazano eupenyu kuvaka maguta edu neshoko raMwari tichidzorana nebhaibheri sevakrsitu zvimwe muchaziviswa mavamuno ndatenda 🙏