Ищите в каталоге групп WhatsApp от WhatsAd, чтобы найти лучшие.
1 результат в каталоге групп WhatsAd
UCHIPINDA VERENGA MITEMO UNOTENDERWA KUBVUNZA ZVAUNODA MAERERANO NECHIVANHU. Muno tinobata nhau dzose dzinechekuita nechivanhu Matare munouya kumarondera Kufona kana app Munouya inbox wose wakasununguka wanoda kubatsirwa. Muno hatirombesi tinoda matare akachena wane midzimu inodakugadzirwa kana manjuzu 🧜♀️🧜 Wanoda rukaho munouya mese mukadzi nemurume Wakasungwa nhengo dzisirikushanda huyai tisunungure nyangwe kachira kakayeredzwa hazvina basa Wasina mbereko Wanetswa nechihure mumba huyai tidzikamise munhu. *WANODA KUPINGIRWA MISHA ISAZVIKA WAROYI* *wanoda kupingirwa musha kuti musabirwa nembavha* Wanoda kupingirwa musha kuti usvike muroyi aripo pamba ipapo. Wane midzimu irikuramba kubuda. Makasununguka kuuya inbox matare $20.
Проверенная ссылка-приглашение, данные об участниках и опции рекламы на WhatsAd.
1.Dare rino ndereChivanhu kudzidza nekudzidzisa chivanhu🧉. 2.Kududzirwa kwemakope kubva mangwanani kusvika na 11:30 mangwanani 🧉. 3.Hatitenderi Chingezi tinotaura nerurimi rwaamai mudare 🧉. 4.Hatidi kutukana nekushorana, kutaura zvinyadzi nekutsoropodzana mudare 🧉. 5.Hatitenderi dzimwe nhawu dzisineyi nechivanhu mudare 🧉. 6.Hatidi maLink emamwe matare muno mudare 🧉. 7.Hatidi mavhoisi recodhi muno mudare 🧉. 8.Hatidi masitika 🧉. 9.Hatidi ma adhivheti🧉. 10.🛑🛑🛑KANA IRI NGUVA YEMAKOPE HAPADIKWI DZIMWE NYAYA KANA MIBVUNZO,,ZVOSE IZVOZVO ZVINOZOITWA KUDUDZIRWA KWEMAKOPE KWAPFUURA🛑🛑🛑🧉.
DARE RINO NDEREKUSHAVA .Vanotsvaka mibato yemaoko .Vanemabasa nevarikutsvaka .Vanotenga nevanotengesa KANA WASENDA BASA RAKO UNONYORA NEKWAUNOBVA RULES .MUSASENDA MAMWE MAGROUP LINKS ❌ .MUSASENDA MAPORNO VIDEOS .MUSASENDA MASHOKO EZVINYADZI ❌ .MUSATUKANA❌ .Zvekumhoresana ngazviitwe zvishoma .Muno hamusi memakope .Ngatisashore zvashambadzwa nemumwe .Kana pane waunoziva Kuti ane hutsotsi kurumidzai kuudza ma admin adzurwe .Musatumire Mari cash on delivery .Isa picture yechinhu chauri kushambadza,price yacho,kwachinowanikwa,location TEVEDZERAI MITEMO HAMA DZANGU 👏👏👏👏👏👏👏